Kishore Kumar Hits

Killer T - Huyai текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Mashoko Anopfuura

Anaya for real, rikita, rikita rikita
Vanhu vari kuti huyai
Vanhu vese vari kuti huyai
Vanhu vari kuti huyai
Vanhu vese vari kuti huyai
Ndikati ndinouya
Hadimboregedza kuuya
Ndikati ndinouya
Hadimboregedza kuuya
Vanhu vese vari kufara manga makandimirira here?
Ehe
Kunyange ndikaimba mese muchazodaira here?
Ehe
Asi ndinoda kuziva mese munondifarira here?
Ehe
Saka cheyameni bata ngoma
Takapinda paye zvakaoma
Asi moyo yavo yakaoma
Hazvidiwe nyangwe kuma joma
Gwenyambira imbovarovera gitare
Kwedu isusu vanofambira matare
Kana varoyi vaudze havanyare
Vane ruvengo vasiyewo vafare
Ndine chiedza vanoda kundidzimira
Woye woye baba
Changu chipo saka ndichivaimbira

Saka iwe chimbovamhanyira mundima
Nyatsa kwawabva kwaunoenda irima
Mukanonoka muchasvikawo chadzima
Ukangosara unosara nechituva
Ngoma yacho tongoitaka yemagaba
Inini ndinoda kutamba kana inini ndozofa

Inga Susan aikanga nyama
Kunyebedzera kudzungaira
Nyaya yacho toidairira
Siya vanhu vachikambaira
Chazoputika chimbambaira
Zigonye remamvere kunanaira
Jehovha manje vanonditungamira
Asi ndambozama kumira mira

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель