Kishore Kumar Hits

Killer T - Mufambo текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Gheto Rinenharo Singles Collection


Hoo, hoo (mukuru, mukuru) hee, hee (mukuru)
Hoo hoo
Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure negoma yangu
Chimbidza kudzoka kwandabva kure (Simplex Music)
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndanga ndichida kuzongopupura
Pazuva racho ratichasangana
Ndivaudze musango matabuda
Munezvikara zvinorura
Vanoda bopoto bopoto
Asi handina kuzovapindura
Nemoyo une rudo uyu wamatipa
Tinemisodzi ine nhorondo
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Enda unokoka machemebere ndabaiya
Ronda racho ririkuvhika moto
Handikwanise kungochema muchindichemedza
Tinechitsidzo chatakawirirana
Mwaribaba Samasimba inzwai kuchema kwangu
Ndimi ziso rehupenyu hwangu
Totosiya tarova ngoma pano Mai
Kuti titambirwei kuti mutibvumbamire
Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure, nengoma yangu
Chimbidza kudzoka kandabva kure
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndangandichida kuzongopupura
Pazuva racho ratichasangana
Ndivaudze musango matabuda
Munezvikara zvinorura
Vanoda bopoto bopoto
Asi handina kuzovapindura
Nemoyo une rudo uyu wamatipa
Tinemisodzi ine nhorondo
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu
Chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu
Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu
Chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель