Kishore Kumar Hits

Killer T - Tidanane текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Gheto Rinenharo Singles Collection


Hot property
Killer T
Chairman
Aya T
Hot property
Ndakanga ndakatotarisira
Saka ndaiteya mariva
Nyaya yerudo yazonditambisa tsiva
Saka bhera riya rarira
Babe, uh
Babe wangu, ah
Babe wangu ndinokuda
Ndoda kuti tidanane
Babe, uh
Babe wangu, ah
Babe wangu ndinokuda
Ndoda kuti tidanane
Iye, ndiye akati ndiye anerudo
Runonditonhodza mufungwa
Iye, akati nyangwe kose toenda
Kunyangwe kuAmerica
Iye, hanzi unenge uchindinyepera, paya
Nyaya dzose dzaunondiudza paya
Babe, ini ndombokugaya
Ndinoda tichengetane
Babe, uh
Babe wangu, ah
Babe wangu ndinokuda
Ndoda kuti tidanane
Babe, uh
Babe wangu, ah
Babe wangu ndinokuda
Ndoda kuti tidanane
Ndohwana newe
Mwanasikana ndati iwe wakaipa
Babe, ukangondida ndichakuda zvakaipa
Oh, moyo wangu unokuda zvakaipa
Ndinoda kuva newe handidi kukutambisa
Ndinoda kuti titaurirane
Usandi cheater, usandipushe
Hakuna chinhu chinodarika rudo
Ndinoda timbovashamisa
Babe, uh
Babe wangu, ah
Babe wangu ndinokuda
Ndoda kuti tidanane
Babe, uh
Babe wangu, ah
Babe wangu ndinokuda
Ndoda kuti tidanane
Iye, ndiye akati ndiye anerudo
Runonditonhodza mufungwa
Iye, akati nyangwe kose toenda
Kunyangwe kuAmerica
Iye, ndakanga ndakatotarisira
Saka ndaiteya mariva
Nyaya yerudo yazonditambisa tsiva
Saka bhera riya rarira
Babe, uh
Babe wangu, ah
Babe wangu ndinokuda
Ndoda kuti tidanane
Babe, uh
Babe wangu, ah
Babe wangu ndinokuda
Ndoda kuti tidanane
Uh
Babe wangu, ah
Ndinokuda
Ndoda kuti tidanane

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель