Kishore Kumar Hits

Killer T - Ngoma текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Mukuru Mukuru Singles Collection


Kana muchinge mandisiya mozouya monditora (Killer T)
Kufara kwedu vanokuziva kana tafunga (Hot Property) kutamba
Kana muchinge mandisiya mozouya monditora
Kufara kwedu vanokuziva kana tafunga kutamba
Kokorodza ani nani murombo, shoroma anemari
Tamba tyoka musana honey kuti ndikupe mari yangu
Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara
Ndanga ndichida kuzorora
Gwenyambira tichateera
Ndongoma baba (ngoma)
Ndongoma baba (ngoma)
Ndongoma baba (ngoma)
Ndongoma baba
Mandimutsa ndakarara
Ndanga ndichida kuzorora
Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma
Ndorova ngoma(gwenyambira)
Ndorova ngoma (gwenyambira)
Ndorova ngoma (gwenyambira)
Ah ndorova ngoma (gwenyambira)
Ngoma yekwedu vanoridza vozouya vonditora
Kushanda kwedu vanokuziva
Mozouya monditora
Dai maudza majaya mutambo uri pano vagoche gwaya
Muchandibuda maya-gare gare kana mvura yanaya
Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara
Ndanga ndichida kuzorora
Gwenyambira tichateera
Ndongoma baba(ngoma)
Ndongoma baba(ngoma)
Ndongoma baba(ngoma)
Ndongoma baba
Mandimutsa ndakarara
Ndanga ndichida kuzorora
Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma
Ndorova ngoma (gwenyambira)
Ndorova ngoma (gwenyambira)
Ndorova ngoma (gwenyambira)
Ah ndorova ngoma (gwenyambira)
Mondovaudza mationa
Mangotisiya takazara
Kwamatisiya mokuziva
Mozouya monditora
Ichakalaka hwahwa naka tichitamba ngoma isu
Ichakalaka hwahwa naka tichitamba ngoma isu
Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara
Ndanga ndichida kuzorora
Gwenyambira tichateera
Ndongoma baba(ngoma)
Ndongoma baba(ngoma)
Ndongoma baba(ngoma)
Ndongoma baba
Mandimutsa ndakarara
Ndanga ndichida kuzorora
Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma
Ndorova ngoma (gwenyambira)
Ndorova ngoma (gwenyambira)
Ndorova ngoma(gwenyambira)
Ah ndorova ngoma(gwenyambira)
Kana muchinge mandisiya mozouya monditora, kufara kwedu vanokuziva kana tafunga kutamba
Kokorodza ani nani murombo, shoroma nemari
Tamba tyoka musana honey kuti ndikupe mari yangu
Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara
Ndanga ndichida kuzorora
Gwenyambira tichateera
Ndongoma baba(ngoma)
Ndongoma baba(ngoma)
Ndongoma baba(ngoma)
Ndongoma baba
Mandimutsa ndakarara
Ndanga ndichida kuzorora
Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma
Ndorova ngoma(gwenyambira)
Ndorova ngoma(gwenyambira)
Ndorova ngoma(gwenyambira)
Ah ndorova ngoma(gwenyambira)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель