Kishore Kumar Hits

Killer T - Moyo Wangu текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Hope Dzehumambo

Hot Property
Nyatsocheka
Mukuru mukuru
Ndakatokunyora mumoyo, mudiwa wangu une rudo
Usazondidzima mumoyo, mudiwa wangu ndine rudo
Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu

Wandibata pamoyo, mudiwa wangu une rudo
Chitsidzo chiripo pamoyo, mudiwa wangu une rudo
Handifunge zvekarekare, mudiwa wangu tiri paye paye
Kana taonana ngatifare, ndiwe unoita ini ndisarara

Ndoda kuti uvangwarire, vanoda kutipesanisa
Haiwa handife ndakoniwa kukuda ndiwe unorira
Haiwaiwa wakaba moyo wangu, hakuna wandichapa rudo
Chirega kuchema mhere, ndokuda ndiwe unorira
Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu
Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu
Wandibata pamoyo, mudiwa wangu une rudo
Chitsidzo chiripo pamoyo, mudiwa wangu une rudo
Handifunge zvekarekare, mudiwa wangu tiri paye paye
Kana taonana ngatifare, ndiwe unoita ini ndisarara
Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu
Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu
Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu
Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель