Kishore Kumar Hits

Killer T - Mukaranga текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Hope Dzehumambo


Killer T
Mukuru mukuru
Mukuru mukuru
Takakunzwa
Takakunzwawo kare kare
Takanga takamirirarwo dare
Kuti isusu titange chinyakare
Taida kunobvisa mari
Zvese nekutenga mombe
Ndichakuda kusvika narini
Handife futi ndaita rombe
Ini ndoda mukaranga ndimuroorewo amai
Maggie mukaranga ndotoroora
Ini ndoda mukaranga ndimuroorewo amai
Maggie mukaranga ndotoroora
Tenda tenda tenda
Tenda wamuroora
Tenda tenda tenda
Tenda wamuroora
Tenda tenda tenda
Tenda wamuroora
Tenda tenda tenda
Tenda wamuroora
Jongwe parichakukuridza
Zvese nanakhule mobva maunganidza
Musaite kundifananidza
Kana zvatanga mobva mandidaidza
Ini ndoda mukaranga ndimuroorewo amai
Maggie mukaranga ndotoroora
Ini ndoda mukaranga ndimuroorewo amai
Maggie mukaranga ndotoroora
Takakunzwa
Takakunzwawo kare kare
Takanga takamirirarwo dare
Kuti isusu titange chinyakare
Taida kunobvisa mari
Zvese nekutenga mombe
Ndichakuda kusvika narini
Handife futi ndaita rombe
Ini ndoda mukaranga ndimuroorewo amai
Maggie mukaranga ndotoroora
Ini ndoda mukaranga ndimuroorewo amai
Maggie mukaranga ndotoroora
Mukaranga ndimuroorewo amai
Maggie mukaranga ndotoroora
Mukaranga ndimuroorewo amai
Maggie mukaranga ndotoroora

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель