Kishore Kumar Hits

Killer T - Hazvigone текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Killer T Essentials

Haa haaa hooye (Oskidd Production)
Iwe pawakanditarira ipapo ndopawakandiparira
Ndikati ndafarira kana mukati ndakuvarira
Haiwa nyatsakunditarira mai mwana neniwo ndorira
Ukazongondifungira mai mwana ungazonditsamwira
Ndakambotenderera vakati hazvinzwarwo
Chirwere chemoyo ndiwe wapodza
Handidi tirambane hazvigone tingazovapa zvekutaura

Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare

Wakati ndiwe uchava muroora waamai vangu
Ukati hauchazofa wandisiyazve
Handibvume kusiyana newe une rudo
Ndicharamba ndichishaura kusvika wandinzwa
Zano ndiro ramakanga mandirongera
Mukati handichazofa ndabuda mugota
Dzinde rerudo iri idzinde rerudo
Ndikaridiridzira muchaona ndokohwa
Handidi tirambane hazvigone tingazovapa zvekutaura
Handidi tirambane hazvigone tingazovapa zvekutaura
Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare
Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare
Iwe pawakanditarira ipapo ndopawakandiparira
Ndikati ndafarira kana mukati ndakuvarira
Haiwa nyatsakunditarira mai mwana neniwo ndorira
Ukazongondifungira mai mwana ungazonditsamwira
Ndakambotenderera vakati hazvinzwarwo
Chirwere chemoyo ndiwe wapodza
Handidi tirambane hazvigone tingazovapa zvekutaura
Handidi tirambane hazvigone tingazovapa zvekutaura
Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare
Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель