Kishore Kumar Hits

Killer T - Ndiyamurei текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Killer T Essentials


Simplex music
Haha, hoho, simplex (hoho)
Killer T (hoho)
Anaya for, Chairman
Hot property
Nyaya yenyu ndainzwa
Nyaya yenyu ndainzwa
Nyaya yenyu ndainzwa
(Hoye, woye, wo)
Musha wose une zvawo
Kana kwedu kune zvako
Kana menyu mune zvamo
Nyaya yekuenda zvamaire itai ndipindure
Vakandibata vakandisunga itai mundinunure
Vakangoti dai zvaigona
Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama
Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
Vanoda kuti ndifambe newe nyangwe nomurima
Pamwana mwana mudiki diki imimi murorwei
Ndakazochema ndikati vakoma itai mundione
Ndomira papi pamunoona kuti mundione
Aiwa itai ndipinde (nyarara ungandikunde) aiwa ini haundikunde
Aiwa itai ndisunde (nyarara ungandikunde) aiwa ini havandigone
(Itai ndipinde)
Ndakatongozonyarara senge ndisingaone (senge ndisingaone)
Zvikangopinda bopoto ini handizvigone
Ndakangoti dai zvaigona
Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama
Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
Ikoko kutenderera tenderera mhai
Zvikanzi hakuendewe kunenge kusina mhai (woyere)
Zvikanzi mwana wamambo muranda kumwe mhai
Zvikanzi kana masvika mekudzikama, maiwe
Takazochema, takazochema
Kana mukuru wandaive naye wakazodemba, maiwe ihondo
Musha wose une zvawo
Kana kwedu kune zvako
Kana menyu mune zvamo
Vakangoti dai zvaigona
Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama
Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
Kana zvichinge zvandigara zvandigara amai

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель