Kishore Kumar Hits

Killer T - Hondo текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Killer T Essentials

Hot property (kunjere kunje kunje kunje)
Baba wee (The Military Touch) (kunjere kunje kunje kunje)
Kunjerere kunjerere njekunje kunjeku (kunjere kunje kunje kunje)
Kunje kunje kunjerere njeku njeku njeku (kunjere kunje kunje kunje)
Taramba Hondo njere kunje ku (kunjere kunje kunje kunje)
Kunjerere kunjere njekure kunje ku (kunjere kunje kunje kunje)
Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane
Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane (ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane
Pane vanhu vanofara ndawira mugomba
Kutadza kungonditakura tiende kumba
Nyangwe nhumbi dzangu vaita gumbawakumba
Vazvikanga nemafuta avo senyama yehumba
Oh vakamboyedza-yedza
Zvese zvichivarambira
Kana ndichinge ndoyenda
Ndokuonayi ndapinda
Mazvitangira njodzi (hombarume)
Mazviparira ngozi (hombarume)
Mazvipisira hozi (hombarume)
Tikakoka ngirozi (hombarume)
Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane
Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane (ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane
Yanetsa yakwidza yakwira makata (huya uone)
Yapisa yakwata segwata-kwata (huya uone)
Ndini ndakatambudza nehamburamakaka (huya uone)
Dzaiva hofori dzakayamwa mukaka (huya uone)
Zvikanzi mhanya (Hwedza) mwanangu mhanya (Hwedza)
Huma, huma, huma
Iriko hondo (Hwedza) kumarinda hondo (Hwedza)
Huma, huma, huma
Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane
Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Ndakanga ndati huyai mese tiwirirane
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane (ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema (ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane
Nekuti taingoda kuti tifambe navo
Museve nematemo vatobata kare
Nyaya zvayaoma saka handingasare
Ndizvo zvandinogona saka handinganyare
Kana mukandirambidza moona ndadzoka
Kana mukandirambidza moona ndadzoka
Muchinge mandirambidza moona ndzadzoka
Kana mukandirambidza moona ndadzoka
Saka Zakeyo buruka tiendewo
Buruka tiende, buruka tiende woye
Saka Zakeyo buruka tiende (rove ngoma)
Buruka tiende (rove ngoma) buruka tiende woye
Njerere kunjerere njeku njeku njeku (kunjere kunje kunje-kunje)
Kunje kunje kunjerere njeku njeku njeku (kunjere kunje kunje-kunje)
Taramba hondo njerere kunjeku (kunjere kunje kunje-kunje)
Kunjerere kunjerere njekure kunjeku (kunjere kunje kunje-kunje)
Ndakanga ndati ndirimwana muZezuru (kunjere kunje kunje-kunje)
Terera unzwe njenjere kunjeku (kunjere kunje kunje-kunje)
Taramba hondo changamire woye (kunjere kunje kunje-kunje)
Uwoo huya uone njenjewo-njenjewo (kunjere kunje kunje-kunje)
Taramba hondo baba kani (kunjere kunje kunje-kunje)
Kujerere kunjenjewu njewu njenjewu (kunjere kunje kunje-kunje)
Njewu njenjewu njererewu njenjewu njenjewu (kunjere kunje kunje-kunje)
Njewu njenjewe njenjewu njewu njenjewu (kunjere kunje kunje-kunje)
Njerere kunjewu njenjewu njewu njenjewu (njenjewu njenjewu)
Ahh hehe

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель