Kishore Kumar Hits

Killer T - Bvunza Tinzwe текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Killer T Essentials


Oskid oh-h
(Bvunza tinzwe) (oh-h)
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu
(Bvunza tinzwe)
Jehovah mukandipindura matondigonera
(Bvunza tinzwe)
Nevese vatori pano ava vanoda mhinduro
(Bvunza tinzwe)
Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu, ndezvechokwadi here??
Vese vakafa Mwari wangu vanenge vachitiona here??
Ko Baba, pandinotambura munondiona here?
Vese vakafa Mwari vangu vachadzoka here?
Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu
(Bvunza tinzwe)
Jehovah mukandipindura matondigonera
(Bvunza tinzwe)
Nevese vatoripanapa vanoda mhinduro
(Bvunza tinzwe)
Takangomira toda kuziva patinoviga munhu akuvara anopora here?
Mukoma takavaviga ne-suit vachinayo here?
Ko hwahwa hwavaifarira muri kuvapa here?
Vese vakanditadzira Baba vachaenda kugeyena here?
Vakafa vaine mari kana vaa kudenga vanenge vachinayo here?
Ko amai vangu kana ndazouyako vachandiziva here?
Ko vakafa nezvirwere kana vave kudenga vanenge vachinazvo here?
Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu
(Bvunza tinzwe)
Jehovah mukandipindura matondigonera
(Bvunza tinzwe)
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(Bvunza tinzwe)
Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu ndezvechokwadi here?
Vese vakafa Mwari wangu vanenge vachitiona here?
Ko Baba pandinotambura munondiona here?
Vese vakafa Mwari wangu vachadzoka here?
Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu
(Bvunza tinzwe)
Jehovah mukandipindura matondigonera
(Bvunza tinzwe)
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kunaIshe wangu
(Bvunza tinzwe)
Jehovah mukandipindura matondigonera
(Bvunza tinzwe)
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(Bvunza tinzwe)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель