Kishore Kumar Hits

Killer T - Handina текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Conscious Diary


Zvausinga kwanise
Chingosiya zvichipfura
Nguva yababa ichakwana
Uchazviwana zvaunoshuva
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Unoda kuti ndiite zvisingadiwe
Unoda kuti ndiite zvisingabvumirwe
Nekuti moyo wangu une ruchiva
Asi ini mumwe wako handidi izvozvo
Unoda ndikutende neiko
Ini ndakazvarirwa kuvarombo
Nekuti paunondipinza pamwe pakaoma
Nenguva yaunondiisa yacho yakaoma
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti dai waikwanisa
Waikwanisa kumirira nguva
Nekuti yako ichasvika nguva
Hatikanganwe akasika zuva
Kunze pakuchaedza kuchapisa
Pakuchadoka richanyura
Kwedu ichauyawo nguva yezhizha
Pamwe pacho moyo wangu chingogutsikana
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Unoda kuti ndiite zvisingadiwe
Unoda kuti ndiite zvisingabvumirwe
Nekuti moyo wangu une ruchiva
Asi ini mumwe wako handidi izvozvo
Unoda ndikutende neiko
Ini ndakazvarirwa kuvarombo
Nekuti pauno ndipinza pamwe pakaoma
Nenguva yaunondiisa yacho yakaoma
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Inini moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
Ndangoti moyo wangu dzikama
Nekuti zvaunoda handina
(Zvausinga kwanise)
(Chingosiya zvichipfura)
(Nguva yababa ichakwana)
(Uchazviwana zvaunoshuva)
(Aya Tee Production)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель