Kishore Kumar Hits

Killer T - Hakete текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Inzwai Kuchemawo Mambo


Killer T, Anaya 4
Nyatsocheka, Oskid Production
Hot Property
Ndakatombotanga ndichitaura chokwadi ini
Kunyepa ndaitotya, ndaitova mutendeki ini
Asi irwo rudo rwaitoda kundipandutsa ini
Kutonzi ndokuda, ndaitoona seucharoora ini
Zvakazongooma, aoneswa zvakadarika ini
Kana kuvanhu vese, aivaudza akarambana neni
Zvandakaona zvawanda (hakete)
Miyedzo yacho yawanda (hakete)
Kuti nditadzire Mwari inini (hakete)
Ini handitadzire Mwari (hakete)
Zvandakaona zvawanda (hakete)
Miyedzo yacho yawanda (hakete)
Kuti nditadzire Mwari inini (hakete)
Ini handitadzire Mwari (hakete)
Patakatanga tanga kudanana paye, pasina chandaiziva
Moyo wangu ini nezvese zvangu, zvaingoda iwewe
Pandakachema chema ndandzwa shoko, zvichinzi wava nemunwe
Moyo wangu inini wakauponda ndisingambozvifungiri
Stress yacho yanga yakandigara, ichitoda kuti ndife
Shamwari dzangu dzakati inwa doro ndokuti ukanganwe
Dzakanditora dzoenda neni kubhawa, zvanzi tokupa mumwe
Asi inini wacho zvandaifeeler, ndainge ndisiri ini
Zvandakaona zvawanda (hakete)
Miyedzo yacho yawanda (hakete)
Kuti nditadzire Mwari inini (hakete)
Ini handitadzire Mwari (hakete)
Zvandakaona zvawanda (hakete)
Miyedzo yacho yawanda (hakete)
Kuti nditadzire Mwari inini (hakete)
Ini handitadzire Mwari (hakete)
Shungu dzangu inini
Shungu dzangu, ndaida kukutora kuti ndigozoroora
Chido chemoyo wakandisiya pamhene
Ndanga ndakatarisira kuti uchava wangu
Kana dai waiziva kuti uchandidaro
Usina kundibvuma, kana paya pandakakupfimba
Kundiita spare ndichiti vatova wangu
Kana hunhu wangu ndiwe wakandidaro
Zvandakaona zvawanda (hakete)
Miyedzo yacho yawanda (hakete)
Kuti nditadzire Mwari inini (hakete)
Ini handitadzire Mwari (hakete)
Zvandakaona zvawanda (hakete)
Miyedzo yacho yawanda (hakete)
Kuti nditadzire Mwari inini (hakete)
Ini handitadzire Mwari (hakete)
Zvandakaona zvawanda (hakete)
Miyedzo yacho yawanda (hakete)
Kuti nditadzire Mwari inini (hakete)
Ini handitadzire Mwari (hakete)
Zvandakaona zvawanda (hakete)
Miyedzo yacho yawanda (hakete)
Kuti nditadzire Mwari inini (hakete)
Ini handitadzire Mwari (hakete)
(Hakete, hakete, hakete, hakete)
(Hakete, hakete, hakete, hakete)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель