Kishore Kumar Hits

Killer T - Ngausandidaro Mujolo текст песни

Исполнитель: Killer T

альбом: Tirivemuma Streets


Hallo? Hallo? Hallo?
Oskid Production
Kupinda murudo dzangova nharo
Vachandibvunza kuti koo sei ndadaro?
Hakasi kekutanga hakasi kekupedzisira futii
Kugara ndichibaiwa moyo
Moyo wangu unobatikana
Ndinoda kumbodiwa zvekupengesana
Hatidi futi zvekuzorambana todedza vatete tomboonesana
Dzimwe nguva unodiwa (unodiwa)
Mangwana acho fume wotosiwa (wotosiiwa iwe)
Mandiramba maimwana
Nhai Mwari
Ngausandidaro mujolo
Ngausanditemesa musoro
Kuda kundipinza mutorongo
Aiwa handina zororo
Ngausandidaro mujolo
Ngausanditemesa musoro
Kuda kundipinza mutorongo
Aiwa handina zororo
Pandinenge ndichitoti ndamuwana wangu
Zvimwe haashaye chaanovenga pandiri
Woti ijambwa here zvimwe munyama
Kupedzisira woti zvimwe ndakatukwa
I am trying to believe what you've done to me
Ndiri kuda kuzvirega, handichada kuzviita
Zvekugara ndichichemedzwa nemumwe munhu
Ndopaunozoziva kuti nyaya yerudo inombopisa iyi
Wabatwa neruchiva, ndipo paunozosiiwa
Ngausandidaro mujolo
Ngausanditemesa musoro
Kuda kundipinza mutorongo
Aiwa handina zororo
Ngausandidaro mujolo
Ngausanditemesa musoro
Kuda kundipinza mutorongo
Aiwa handina zororo
Zvimwe wakajaira kutamba
Kutamba nemoyo wevanhu wongofamba
Moyo une zvaunoda, une munhu waunoda
Ndozviziva, ndozvinzwisisa
Baby usatambe nemoyo so
Chingoitawo kuti inini ndi-feele bho
Usandibate zviri rough
Ndibate zviri slow, slow, slow, slow
Chinonetsa moyo unoda anoutamba pada
Iyeye anogara asingadaire phone
Asingatombokutiwo, 'Waswera seiko?'
Nhai Mwari
Ngausandidaro mujolo
Ngausanditemesa musoro
Kuda kundipinza mutorongo
Aiwa handina zororo
Ngausandidaro mujolo
Ngausanditemesa musoro
Kuda kundipinza mutorongo
Aiwa handina zororo

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель