Kishore Kumar Hits

Freeman - Usanete текст песни

Исполнитель: Freeman

альбом: New Chapta

Soldier, soldier, soldier, soldier
Oh-I, oh-I, oh-I (Doctor) oh-I, oh-I
Pese paunoputsika simuka
Satan oda kukudherera jamuka
Paunorota hope dzemunyama pepuka
Zadzisa zvaunoshuwa nezvaunofunga
Usanete mu-life, go far, kwaunoyenda uchasvika
Ingori time, zvinoita, Mwari munhu wese vanopa
Haa, mu-life, go far, kwaunoyenda uchasvika

Hapana anoziva ramangwana rake
Chinhu chakanaka chinotoshandirwa, hachiuye ne-one day
Ita zvaunoita usanete, ramba nhamo, ita kwauri isasvike
Zvinhu hazvifambe nezuva rimwechete
Miyedzo ikauya pfugama unamate
Ishe vanoku-blesser ukavatenda
Ende vanoku-guider kwaunoenda
Sunshine usafe wa-surrender, zvinhu pazvinorema tarisa kudenga

Mararamiro anosiyana, bata pako pawakapihwa
Usatore usina kukumbira kana kupiwa
Paunoti zvarema wasvika pekugumisira
Samatenga ndiro gweta richakumiririra
Usazvipe pressure, pashoma paunapo tenda, shingirira
Ishe vachaku-blesser, Ishe vachaku-blesser

Paunoti zvarema wafunga pekugumisira
Samatenga ndiro gweta richakumiririra
Usazvipe pressure, pashoma paunapo tenda, shingirira
Ishe vachaku-blesser, Ishe vachaku-blesser
Oh-I, oh-I, oh-I, oh-I, oh-I, oh-I, oh-I

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Blot

Исполнитель