Yo Sam Chris, this song for meditation (claks ladders) G-N-D, yo Muggo Adi youngest and baddest and maddest ((Next Generation) Fantan (Yo Ribhe) Saka variko vakaenda vakatungamira Vakaenda vasina kuita zvavaishuwira Nanhasi uno nguva yavo ndovarangarira Adi youngest and baddest and maddest, Grenade Sakani life ivhiri ka ikwire dzike Kana rwauya rufu harukundike Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike Sakani life ivhiri ka ikwire dzike Kana rwauya rufu harukundike Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike Ndozvinoita hupenyu Pamwe unoshaya shuga unowana munyu Vari kuda mari zhinji vari kubata nyoka mhenyu (Ndozvinoita hupenyu) vachisimbisana kuti vari kuita zvisvinu Vachisimbisana Paichakwana nguva ka zvichavaomera Vachibvunzwa mubvunzo vachitadza kuupindura Vachange vakugaya chavakatadzira Dai tine nguva takatoshumira, eh, adi youngest Sakani life ivhiri ka ikwire dzike Kana rwauya rufu harukundike Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike Sakani life ivhiri ka ikwire dzike Kana rwauya rufu harukundike Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike Aiva dhokota ka asi akaenda Aiva makanika asi akaenda Zuro ndizuro shamwari yangu Tatenda Mhuri yese yaperera kumarinda Hupenyu inhangemutange Pamunotora vana venyu itai ndisatange Mwari regerai vegodo vavenge Rufu munzira Mwari wangu handiringe Sakani life ivhiri ka ikwire dzike Kana rwauya rufu harukundike Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike Sakani life ivhiri ka ikwire dzike Kana rwauya rufu harukundike Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike Ndozvinoita hupenyu Pamwe unoshaya shuga unowana munyu Vari kuda mari zhinji vari kubata nyoka mhenyu Vachisimbisana kuti vari kuita zvisvinu Vachisimbisana Paichakwana nguva ka zvichavaomera Vachibvunzwa mubvunzo vachitadza kuupindura Vachange vakugaya chavakatadzira Dai tine nguva takatoshumira, eh, adi youngest Sakani life ivhiri ka ikwire dzike Kana rwauya rufu harukundike Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike Sakani life ivhiri ka ikwire dzike Kana rwauya rufu harukundike Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike Sam Chris