Kishore Kumar Hits

Simon Chimbetu - Pasi rapinduka текст песни

Исполнитель: Simon Chimbetu

альбом: Nguva yakaoma


Ndaifunga nguva iye
Ndaifunga nguva iye
Apo ndaigara zvakanaka
Ndaifunga nguva iye
Ndaifunga nguva iye
Apo ndaigara zvakanaka
Mudzimai wangu iye Julee
Mudzimai wangu iye Julee
Ndiye wandaiti mai vemba
Mudzimai wangu iye Julee
Mudzimai wangu iye Julee
Ndiye wanditi mai vemba
Ndagumburwa pabasa
Ndingatsamwe sei ndainyevenuka ndave naJulee
Ndagumburwa pabasa
Ndingatsamwe sei ndainyeveuka ndave naJulee
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Kubasa kunotongwa naforomani
Kumba kwave kutongwa naiye Julee
Kubasa kuno tongwa naforomani
Kumba kwave kutongwa naiye Julee
Zvanzi takafanana iye neni
Mwanasikana nemwanakomana
Kwanzi takafanana iye neni
Mwanasikana nemwanakomana
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini
Hey, ah-ah, hey

Dendera kings

Ah-ah, hey, hey

Pasi riya rapinduka
Pasi riya rapinduka
Handichina mufaro ini

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Hoko

2009 · альбом

Похожие исполнители