Kishore Kumar Hits

Simon Chimbetu - Usandisiye текст песни

Исполнитель: Simon Chimbetu

альбом: Boterekwa (Shona Traditional) (Volume 5)

Mukoma Sam usandisiye waakuenda
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda

Kumusha kure ukandisiya ndofamba nani?

Boterekwa riye riye ndopota sei?
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Boterekwa riye riye ndingapota naniko?
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Usakanganwe nyika yatiri isango rinorura
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Mukoma Sam usandisiye waakuenda
Usandikanganweka usandisiya kana waakuenda
Mukoma Sam usandisiye waakuenda
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Boterekwa riye riye ndopota sei
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Boterekwa riye riye ndopota naniko
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Usakanganwe sango ratiri iri rinorura
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Mukoma Sam usandisiye waakuenda
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Kanhiniwe usandisiye kana waakuenda
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Ukandisiya unofunga ndofamba nani?
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Kumusha kure ukandisiya ndofamba nani?
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Boterekwa riye riye ndingapota nani?
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Boterekwa riye riye ndopota naniko?
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Usakanganwe sango ratiri iri rinorura
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Usakanganwe sango ratiri iri rinorura
Usandikanganweka usandisiye kana waakuenda
Usandisiye
Easy easy
Marxist Kende
Dendera Kings
Ayeyeye usandisiye
Ayeyeye usandisiye
Ayeyeye mukoma wangu
Ayeyeye mukoma wangu

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Hoko

2009 · альбом

Похожие исполнители