Kishore Kumar Hits

Fishers of Men - Kumakomo Ngaarumbidzwe текст песни

Исполнитель: Fishers of Men

альбом: Vhuserere

Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari
Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari
Mugungwa, muhova dzemvura ngarumbidzwe Mwari
Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari
Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari
Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari
Mugungwa, muhova dzemvura ngarumbidzwe Mwari
Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari

Nokuti hakuna rimwe zita kudenga napanyika
Ratingaponeswa naro, asi zita raJesu
Kunyangwe waive Mwari wakazvininipisa
Kufa pamuchinjikwa nokuda kwangu ini newe

Hatina kutengwa nezvinoora sirivha kana ndarama
Takatengwa naJesu neropa pamuchinjikwa
Zvataiva panyika tiri vatadzi zvedu
Takazara muzvivi takangomirira rufu
Mwari vakatipa Jesu tikayanana navo
Ngarumbidzwe Jesu varumbidzwe Mwari

Kumakomo uko varumbidzwe Mwari
Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari
Mugungwa, muhova dzemvura varumbidzwe Mwari
Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari
Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari
Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari
Mugungwa, muhova dzemvura ngarumbidzwe Mwari
Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari

Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari
Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari
Mugungwa, muhova dzemvura

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители