Kishore Kumar Hits

Fishers of Men - Sarudzai текст песни

Исполнитель: Fishers of Men

альбом: Vhuserere


Sarudzai imi, sarudzai
Nguva yatiri ino yawoma
Ndati sarudza Mwari wamunoda
Sarudzai imi, sarudzai
Gore ratiri ino raipa
Baba sarudzai Mwari wamavakuda
Hupenyu hwangu kubva ndiri mudiki
Ndaigobatiswa zvandasaiziva
Ndawana nyasha, handichada
Hupenyu hwangu, pakarekare
Ndainamata vamwari vakafa
Ndawana nyasha, handichabvuma
Kana ndirini nemhuri yangu
Tichanamata Mwari mupenyu
Ndorumbidza Jehovah (Hallelujah)
Kubva zvino, nemhuri yangu
Tavekunamata Mwari mupenyu
Ndomuwonga Jehovah
O ngarumbidzwe Mwari we
(Pasi naye Satani)
Ngarumbidzwe Hallelujah
(Pasi naye Satani)
Ngarumbidzwe Mwari we
(Pasi naye Satani)
Ngarumbidzwe Hallelujah
(Pasi naye Satani)
Ngavavongwe Baba vedu
(Pasi naye Satani)
Ngavavongwe Hallelujah
(Pasi naye Satani)
Ngarumbidzwe ishe Jesu
(Pasi naye Satani)
Ndati pasi naye Satani
(Pasi naye Satani)
Pasi naye Satani
(Pasi naye Satani)
Ndati pasi naye Satani
(Pasi naye Satani)
Sarudzai imi, sarudzai
Mhaka watavauono wawoma
Hama sarudzai mwari wamavekuda
Tarira uwone, o tarira mukoma
Patasvika pamharadzano
Iwe sarudza mwari wawavekuda
Tarira uwone, o tarira mukoma
Patasvika pamharadzano
Sarudza mwari waunoda
Chisumudza musoro, tarira uwone
Gehena zvinho rotungidzwa
Sarudza mwari waunoda
Chisumudza musoro, tarira uwone
Jesu owuya nemakore
Sarudza mwari wawavakuda
Hupenyu hwangu kubva ndiri mudiki
Ndaigobatiswa zvandasaiziva
Ndawana nyasha, hazvichagona
O ndaifunga ini nguva yangu
Yakaparadzwa naSatani
Kuparara Babaa
Kondavafunga ini vana vangu
Vandakaripisa ndisingazivi
Kuenda vese
Yakaenda imi nguva yangu
Yakatorwa naSatani
Kuparara Baba
Ini ndaifunga ini pfuma yangu
Yakaparadzwa naSatani
Kuenda Baba
Zvamunondiona mavanga andinawo
Ndakapiwa naSatani
Sarudzai mwari wamunoda
Zvamunondiona mavanga andinawo
Ndakapiwa naSatani
Imi sarudzai mwari wamunoda
O ndaive mupfumi hurombe wandinawo
Ndakapiwa naSatani
Ndakaberekwa ndirimupfumi
Zvamunondiona mavanga andinawo
Ndakapiwa naSatani
Imi sarudzai mwari wamavakuda
Hazvina mhosva ndazomuwana
Ndamuwana Muchinda werugare
Ndamuwana Jesu ndoenda naye
Hazvineyi ndazomuwana
Ndamuwana Jesu ndoenda naye
Iye ngarumbidzwe Mwari we
(Pasi naye Satani)
Ngarumbidzwe Hallelujah
(Pasi naye Satani)
Ngavavongwe Baba vedu
(Pasi naye Satani)
Ngavavongwe Hallelujah
(Pasi naye Satani)
Ngarumbidzwe Hallelujah
(Pasi naye Satani)
Pasi naye Satani
(Pasi naye Satani)
Ndati pasi naye Satani
(Pasi naye Satani)
Ndati pasi naye Satani
(Pasi naye Satani)
Pasi naye Satani
(Pasi naye Satani)
Ngarumbidzwe ishe Jesu
(Pasi naye Satani)
Ndati pasi naye Satani
(Pasi naye Satani)
Ngavavongwe Baba vedu
(Pasi naye Satani)
Ini ndati pasi naye Satani
(Pasi naye Satani)
Ngavongwe Jesu
(Pasi naye Satani)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители