Kishore Kumar Hits

Fishers of Men - Vana Mumasango текст песни

Исполнитель: Fishers of Men

альбом: Voice Of Miriam


Zvenyu vasikana makakombererwa
Zvenyu vasikana, Mwari ngaave nemi
Zvenyu vasikana makakombererwa
Imimi vasikana, Mwari ngaave nemi
Zvenyu vakomana makakombererwa
Zvenyu vakomana, Mwari ngaave nemi
Munowana vana vekutuma kuchitoro
Munowana vana vekurasa mumabhini
Zve muchiwana vana vekurasa mumasango
Muchiwana vamwezve vanosara vachiti mai
Munowana vana vekutuma kuchitoro
Munowana vana vekurasa mumabhini
Zve muchiwana vana vekurasa mumasango
Muchiwana vamwezve vanosara vachiti mai
Vasikana, vasikana, vasikana
Nyasha dzaMwari ngadzive nemi
Vasikana, vasikana, vasikana
Nyasha dzaMwari ngadzive nemi

Variko vanhu vaichemera mwana anenge iyeye
Havasati vawana
Variko vanhu vaikumbira mwana anenge iyeye
Haasati asvika
Chari iripo
Bota riripo
Musha uripo
Asi mwana haapo
Zita riripo
Mutupo uripo
Pfuma iripo
Asi mwana haapo
Kudya kuripo
Imba iripo
Zvese zviripo
Asi mwana haapo
Vasikana, vasikana, vasikana
Nyasha dzaMwari ngadzive nemi
Vakomana, vakomana, vakomana
Nyasha dzaMwari ngadzive nemi
Vachinge vakusiya, baba vemwana
Chengeta mwana, ndiye achazova baba
Vachinge vakuramba, baba vemwana
Chengeta mwana, ndiye achazova baba
Tarira Hagga ari ega nemwana
Musango nemwana, haana kumusiya
Hona uyo Hagga ari ega nemwana
Musango nemwana, haana kumusiya
Moyo uchirwadza
Moyo wekubereka
Musango nemwana, haana kumusiya
Moyo uchirwadza
Achiziya nenyota
Musango nemwana, haana kumusiya
Vakomana, vakomana, vakomana
Nyasha dzaMwari ngadzive nemi
Vasikana, vasikana, vasikana
Nyasha dzaMwari ngadzive nemi

Imimi vasikana makakombererwa
Imimi vasikana, Mwari ngaave nemi
Zvenyu vakomana makakombererwa
Imimi vakomana, Mwari ngaave nemi
Munowana vana vekutuma kuchitoro
Munowana vana vekurasa mumabhini
Zve muchiwana vana vekurasa mumasango
Muchiwana vamwezve vanosara vachiti mai
Munowana vana vekutuma kuchitoro
Munowana vana vekurasa mumabhini
Zve muchiwana vana vekurasa mumasango
Muchiwana vamwezve vanosara vachiti mai
Vasikana, vasikana, vasikana
Nyasha dzaMwari ngadzive nemi
Vakomana, vakomana, vakomana
Nyasha dzaMwari ngadzive nemi
Vakomana, vakomana, vakomana
Nyasha dzaMwari ngadzive nemi
Vachinge vakuramba, baba vemwana
Chengeta mwana, ndiye achazova baba
Tarira Hagga ari ega nemwana
Musango nemwana, haana kumusiya
Hona uyo Hagga ari ega nemwana

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители