Kishore Kumar Hits

Jah Prayzah - Emerina текст песни

Исполнитель: Jah Prayzah

альбом: Kutonga Kwaro

Tsikai, tsikai, imi simukai amai
Tsikai, tsikai, imi simukai amai
Tsika, tsika 'we, amai kani
Tsika, tsika 'we, amai kani
Tsika, tsika, tsika wega (tsika wega, tsika wega)
Tsika, tsika, tsika chete (ha tsika wega)
Tsika, tsika, tsika wega (tsika wega, tsika wega)
Tsika, tsika, tsika chete (ha tsika wega)
Emerina, (simuka) kuita kukambaira (simuka)
Kudhakwa foshoro, amai ndauya (hee-he)
Emerina, (simuka) kuita kubata ura (simuka)

Aiwa usandipedzere nguva
Inga zvakanzi kufa kuchauya
Aiwa usandipedzere nguva
Kana kune nhamo ichauya
Rova ngoma tiende iwe
Rova ngoma tiende
Rova ngoma tiende iwe
Rova ngoma tiende
Aiwa usandipedzere nguva (here nguva yangu, usandipedzere nguva)
Inga zvakanzi kufa kuchauya (usandipedzere nguva)
Aiwa usandipedzere nguva (here nguva yangu, usandipedzere nguva)
Kana kune nhamo ichauya (usandipedzere nguva)
Emerina, (simuka) kuita kukambaira (simuka)
Kudhakwa foshoro, amai ndauya (hee-he)
Emerina, (simuka) kuita kubata ura (simuka)
Kudhakwa foshoro, amai ndauya (hee-he)
Emerina, (simuka) kuita kukambaira (simuka)
Kudhakwa foshoro, amai ndauya (hee-he)
Emerina, (simuka) kuita kubata ura (simuka)
Kudhakwa foshoro, amai ndauya (hee-he)

Tipinde, tipinde, mavara edindingwe
Vakayeva kuti ndee, mukaka haurungwe
Mumwe nemumwe, sematsika mavhunze
Tinorariro tsika pasi kani, musandibvunze
Tipinde, tipinde, mavara edindingwe
Vakayeva kuti ndee, mukaka haurungwe
Mumwe nemumwe, sematsika mavhunze
Tinorariro tsika pasi kani, musandibvunze
Emerina, simukaIta kukambaira simuka
Kudhakwa foshoro, amai ndauya (hee-he)
Emerina, simukaIta kubata ura simuka
Kudhakwa foshoro, amai ndauya (hee-he)
Emerina, (simuka) kuita kukambaira (simuka)
Kudhakwa foshoro, amai ndauya (hee-he)
Emerina, (simuka) kuita kubata ura (simuka)
Kudhakwa foshoro, amai ndauya (hee-he)
Amai kani! Hoyo, mwana anowira muchoto
Suduruka, taramuka kunobvira kamoto
Amai kani! Hoyo, mwana anowira muchoto (muchoto)

Mhofu mdhara (Mhofu mdhara) haha
Team JP (JP), haha
Vicky Vikela, Victaks

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель