Kishore Kumar Hits

Jah Prayzah - Chigaro Chehushe текст песни

Исполнитель: Jah Prayzah

альбом: Gwara


Ndakazvinzwa zvamaironga
Pandichatsika muchandinokora tsoka
Pfumo reropa kune we ropa
Ehe ndimi muchandiuraya
Panorwa mikono hapameri sora
Kuumburudzana kuumburudzana
Pfumo reropa kune we ropa
Ehe ndimi muchandiuraya
Munzira yacho
Kutsika mavhunze
Munoda kufamba wakateya nzeve
Pavachakanda museve
Tsoka ndibereke
Ndinotya kunyangarika kuenda kusingadzokwe
Chigaro chehushe chinorema
Chine varanda mazana mana
Vese vanoda kugara nhaka
Vachabayana pahukama
Chigaro chehushe chinorema
Chine varanda mazana mana
Vese vanoda kugara nhaka
Vachabayana pahukama
Ndaona mhute ichiuya
Bhuru remudzimu richikuma
Rwizi rwazara kusina kunaya
Munoda here kuteura
Zvadziri hope dzinoshura hondo
Vedumbu rimwe vodambura sungano
Zvarwuri rwuvengo rwapinda mumwongo
Vakatemwa nyora dzemangoromera
Zvadziri hope dzinoshura hondo
Vedumbu rimwe vodambura sungano
Zvarwuri rwuvengo rwapinda mumwongo
Vakatemwa nyora dzemangoromera
Chigaro chehushe chinorema
Chine varanda mazana mana
Vese vanoda kugara nhaka
Vachabayana pahukama
Chigaro chehushe chinorema
Chine varanda mazana mana
Vese vanoda kugara nhaka
Vachabayana pahukama
Vanoda nduramo
Vanoda goneso
Vanobairana chiraramo
Chesimba nendarama
Vanoda nduramo
Vanoda goneso
Vanobairana chiraramo
Chesimba nendarama
Chigaro chehushe chinorema
Chine varanda mazana mana
Vese vanoda kugara nhaka
Vachabayana pahukama
Chigaro chehushe chinorema
Chine varanda mazana mana
Vese vanoda kugara nhaka
Vachabayana pahukama

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель