Kishore Kumar Hits

Jah Prayzah - Pachedu текст песни

Исполнитель: Jah Prayzah

альбом: Chiremerera


Tinenge tasunga chisungo, tikadananawo
Tinenge tavaka chidziro, tikawiriranawo
Tinenge tasunga chisungo (chisungo hiya honde)
Tikadananawo (ho-iyaho)
Tinenge tavaka chidziro (chidziro tawirirana)
Tikawiriranawo (ho-iyaho)
Kugarisana kunzwana, uri weropa uri hama
Kusakura sora wazunza here, tiyende kumbakumba?
Kana tadhakwa, tichaperekedzana
Kana tahutsatsa (kuvata munzira unobveyi?)
Pachedu iwe, pachedu
Pachedu uri hama (ndikafunga bembera)
Pachedu iwe, pachedu
Pachedu mwachewe (ndikafunga bembera)
Pachedu iwe, pachedu
Pachedu uri hama (ndikafunga bembera)
Pachedu iwe, pachedu (haiwa)
Pachedu mwachewe (ahe hiya hehahe)
Sendekera muroora (kusvika mangwana)
(Hapana chamati maona) ngoma inorira
(Kune ngoma ine) mutinhimira
Kwedu (kune chembere dzinogumhana)
(Chigutiro!) Sendekera muroora (kusvika mangwana)
(Hapana chamati maona) ngoma inorira
(Kune ngoma ine) mutinhimira
Kwedu (kune chembere dzinogumhana)
Ndanzwa ngoma kurira baba, ihere, hereiye
Ndaona miromo kununa baba, ihere, hereiye
Ndanzwa ngoma kurira baba, ihere (iyahonde) hereiye (iyahonde, ah)
Ndaona miromo kununa baba, ihere (iyahonde) hereiye (iyahonde, ah)
Mhunzamusha maiona here? Nyoka iyo, rova musoro
(Mashoko anopunza musha) kupesanisa veropa
Hauna moyo, hauna moyo munyoro
(Mashoko anopunza musha) mhunzamusha hamuione here?
Nyoka iyo, rova musoro
(Mashoko anopunza musha) kupesanisa veropa
Hauna moyo, hauna moyo munyoro
Pachedu iwe, pachedu
Pachedu uri hama (ndikafunga bembera)
Pachedu iwe, pachedu
Pachedu mwachewe (ndikafunga bembera)
Pachedu iwe, pachedu
Pachedu uri hama (ndikafunga bembera)
Pachedu iwe, pachedu (haiwa)
Pachedu mwachewe (ahe hiya hehahe)
Sendekera muroora (kusvika mangwana)
(Hapana chamati maona) ngoma inorira
(Kune ngoma ine) mutinhimira
Kwedu (kune chembere dzinogumhana)
(Chigutiro!) Sendekera muroora (kusvika mangwana)
(Hapana chamati maona) ngoma inorira
(Kune ngoma ine) mutinhimira
Kwedu (kune chembere dzinogumhana)
Chikokiyana (ndechepahukama)
Mkoma, takasunganidzwa neropa
Togamuchidzana (ndechepahukama)
Here, takasunganidzwa neropa
Hona tikaburana (ndechepahukama)
Mkoma, takasunganidzwa neropa
Uchaona togamuchidzana (ndechepahukama)
Here, takasunganidzwa neropa
Hee, waona chikokiyana (ndechepahukama)
Mkoma, takasunganidzwa neropa
Uchaona togamuchidzana (ndechepahukama)
Here, takasunganidzwa neropa
Haiwa tikaburana (ndechepahukama)
Mkoma, takasunganidzwa neropa
Iii togamuchidzana (ndechepahukama)
Here, takasunganidzwa neropa
Uchaona togamuchidzana

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель