Kishore Kumar Hits

Pastor G - Ndinoshamiswa Kwazvo текст песни

Исполнитель: Pastor G

альбом: Unstoppable


Musiki wedu, anerudo, anerudo rwukuru
Ndinoshamiswa kwazvo,
Namabasa makuru,
Akaitiwa nemi,
Oseanorumbidza,
Hukuru hwenyu mwari hunoshamisa kwazvo x2
Kanandarangarira,
Mabasa okudenga,
Kanandarangarira,
Mabasa apanyika,
Inobuda misodzi kana ndofunga imi x2
Mwari vatatu umwe,
Itai tikude,
Nokuti makatida,
Makazotipa Jesu,
Matipa mweya wenyu wokutisimbaradza x2
Rumbidza iwe denga,
Rumbidza iwe nyika,
Rumbidza iwe gungwa,
Nesu ngatirumbidzwa,
Uyu musiki wedu anerudo rwukuru x3
Musiki wedu, anerudo, anerudo rwukuru

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители