Kishore Kumar Hits

Pastor G - Mwari Muri Zuva текст песни

Исполнитель: Pastor G

альбом: Unstoppable


Mwari Muri, zuva redu
Rinopenya pauzuru,
Asi Mweya, ungaone, paaa-unozo-famba napo
Mwari Muri (Mwari Muri nhongo yedu)
Hatidzityi (hatidzityi hondo dzedu)
Hoo, dzose dzino kundwa Nemi
Tigofamba, nokufara
OOOoo Munotipa (Munotipa ngoni Dzenyu)
Ooo Munotipa (Munotipa woo wUtswene)
Munopavaaa-nonamata izvo zvino komborera
Makomborero, makomborero (Makomborero makuru)
Makomborero makomborero, (Makomborero edenga)
Kuna vano, vimba nemi, (Jesu) vanozivarudo rwenyu)
Hallelujah hallelujah, (Hallelujah hallelujah) x6
Hallelujah hallelujah, (Hallelujah hallelujah) x6
Hallelujah hallelujah, (Hallelujah hallelujah) x6
Mwari Muri, zuva redu
Rinopenya pauzuru,
Asi Mweya, ungaone, (ipo) paaa-unozo-famba napo
X2
Mbiri kuna Jesu,
Urumbidze Jesu,
Munamate Jesu :)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители