Kishore Kumar Hits

Leo Magozz - Mune Rudo текст песни

Исполнитель: Leo Magozz

альбом: Mune Rudo


(Zero) shamhu yenyu yakabara hunhu
Nemashoko enyu akabara bundu mumoyo
Asi nhasi, I am proud kuti ndinzi mwana wenyu
Ndirikuda bota, ambuya huyai mundikokotere
Ndangoona ye Coca Cola, no money can compensate
Muri zimonya rangu, munondimirira hondo dzandisingaone
Mai
Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo)
Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo)
Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo)
Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo)

Minyengetero yenyu amai Tale
Kuti ndive pano hazvisi nyore
Mwari ngaakuwedzerei mamwe makore
Ndakaringa pa-glass ndoona imi
Mhamha aah, mhamha aah aah
Mhamha aah, mhamha aah aah
Mhamha aah, mhamha aah aah, mhamha
Mai raramai, fambai nemudonzvo
Hataidya nemunjonjo, munhu haakuri munjere
Ndakanga ndiri pwere asi ndaiona muchembere
Kuti muri kuzama, tarirai ndava zijaya
Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo)
Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo)
Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo)
Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo)

Nhasi, I am proud kuti ndinzi mwana wenyu
Ndirikuda bota, ambuya huyai mundikokotere
Ndangoona ye Coca Cola, no money can compensate
Muri zimonya rangu, munondimirira hondo dzandisingaone
Mai
Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo)
Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo)
Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo)
Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель