Kishore Kumar Hits

Simon Chimbetu and Orchestra Dendera Kings - Vasiye (Lullaby) текст песни

Исполнитель: Simon Chimbetu and Orchestra Dendera Kings

альбом: Lullaby

Nyarara kacheche, usacheme yawarota ihondo
Nokuti uchakura, apo uchasanganiswa navo
Ivo vane hutsinye, vanoponda chero nherera
Usacheme yawarota ihondo
Nguva yekufara ichauya
Nguva yekuchema ichauya
Nguva yekuseka ichauya
Nguva yekusuva ichauya
Usacheme yawarota ihondo

Nyarara kacheche, usacheme yawarota ihondo
Nokuti uchakura, apo uchasanganiswa navo
Ivo vane hutsinye, vanoponda chero nherera
Nherera ichichema (ivo nayo, nayo nherera)
Ichiti undisiye (ivo nayo, nayo nherera)
Nherera ichichema (ivo nayo, nayo nherera)
Ichiti ndatadzeiko (ivo nayo, nayo nherera)
Vane hutsinye, vanoponda chero mwana waMwari

Kana wavaona, uvasiye
Kana vakutuke, uvasiye
Kana vakurambe, uvasiye
Vakakutonga zvisina mwero, uvasiye
Kana vakushainire, uvasiye
Vane hutsinye, vanoponda chero mwana waMwari
Vane hutsinye, vanoponda chero mwana waMwari
Iii Nyamasimba vachamuona vachinge vakokiwa
Iii vachatarisana naye, pakuguma kwendima
Iii Nyamasimba vachamuona vachinge vadaniwa
Iii vachatarisana naye, pakupera kwemazuva
Iii Nyamasimba vachamuona vachinge vakokiwa
Iii vachatarisana naye, pakuguma kwendima
Nyarara kacheche, usacheme yawarota ihondo
Nokuti uchakura, apo uchasanganiswa navo
Ivo vane hutsinye, vanoponda chero nherera
Nherera ichichema (ivo nayo, nayo nherera)
Ichiti mundisiye (ivo nayo, nayo nherera)
Nherera ichichema (ivo nayo, nayo nherera)
Ichiti ndatadzeiko (ivo nayo, nayo nherera)
Vane hutsinye, vanoponda chero mwana waMwari
Vane hutsinye, vanoponda chero mwana waMwari
Kana wavaona, uvasiye
Kana vakurambe, uvasiye
Kana vakutuke, uvasiye
Kana vakushainire, uvasiye
Kana vakutuke, uvasiye

Yes, ah-ah, ah-ah

Ah-ah, ah-ah

Dendera Kings

Yes, ah-ah, hoka, hoka

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители