Inga wakataura wani
Kuti munhamo tiri tese
Saka wapanduka sei?
Inga wakataura wani
Kuti munhamo tiri tese
Saka wandisiya sei?
Wandisiya sei?
Wandiramba sei?
Wapanduka sei?
Wanditiza sei?
Wandisiya sei?
Inga wakataura wani
Kuti munhamo tiri tese
Saka wapanduka sei?
Wapanduka sei?
Wanditiza sei?
Wandiramba sei?
Wandisiya sei?
Wacheuka sei?
Inga wakataura wani
Kuti mugwara tiri tese
Saka wacheuka sei?
Wacheuka sei?
Ehee eh
Wandisiya sei?
Wapanduka sei?
Wandisiya pakawoma (woma)
Wandisiya pakawoma (woma)
Ndoite kusimba nederere (woma)
Derera samwenda (woma)
Wandisiya pakawoma (woma)
Wandisiya pakawoma (woma)
Ndoite kurara ndakasunga (woma)
Ndoite kurara ndakasunga (woma)
Wandisiya pakawoma (woma)
Wandisiya pakawoma (woma)
Rekayi sunungura moyo wako
Rekayi sunungura moyo wako
Wandisiya pakawoma (woma)
Wandisiya pakawoma (woma)
Rekete sunungura moyo wako
Rekete sunungura moyo wako
Wandisiya pakawoma (woma)
Wandisiya pakawoma (woma)
Ndoite kusimba nederere (woma)
Derera samwenda (woma)
Rekayi sunungura moyo wako
Rekayi sunungura moyo wako
Wandisiya pakawoma (woma)
Wandisiya pakawoma (woma)
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя