Nhy mai mwana makasha here aya Mabhodhoro here aya Aah inga henyu mukugara muri mudendere Ndaona mabhodhoro engomwa kuzara mubin ndoda undiudze wakatanga rinhi Kasi wakugadzira ngomwa wane machine Amai lrine Saka ndati mukudira mai mwana mukudira Mukudira mai mwana mukudira Zvaukuita ini handisi kuzvifarira Ndichienda kubasa dzoka wakarara mumachira Mukudira Mai Mwana mukudira Mukudira mai mwana mukudira Zvaukuita ini handisi kuzvifarira Ndichienda kubasa dzoka wakarara mumachira Mai mwana Ba mwana Mai mwana Ba mwana Mavoice edu hona akutofanana Wavhurira everest hauchadye banana Ukugara muromo wako wakaoma Zvikutaridza masymptoms engomwa Ndichikusheedza ukudaira uchikakama Mai mwana madira but hausi kubvuma wani Mukudira mai mwana mukudira Mukudira mai mwana mukudira Zvamukuita ini handisi kuzvifarira Ndichienda kubasa kudzoka wakarara mumachira Mukudira mai mwana mukudira Mukudira mai mwana mukudira Zvamukuita ini handisi kuzvifarira Ndichienda kubasa kudzoka wakarara mumachira Ukuita zvinhu zvako slow fanike kamba Unenge wakusanganisa hutsi wechamba Last time ndakakutora kukamba Wakugara kubase hauchazive kumba Ba mwana makundisyza Mmm Ba mwana makundisyza Mmm nechivoice chako gaya ukundityisa Last time mapoto wakamapisa Saka hembe hauwache Mapoto hausi kusuka Ndakuona mukadzi unenge buka Hameno ndakakutorepi iwe chipuka Ha iwe chimuka Saka ndati iwe wakaenda nemba Ndakuona kare njemba njemba Madance awukurova topa femba Saka ndazviona Saka ndichibuda wosara uchirova shoko Ndadzoka wondiona sechipoko Ndeipi yaukuita iwe chimoko Maziso kugara akatsvuka kunge tsoko tsoko Mukudira mai mwana mukudira Mukudira mai mwana mukudira Zvamukuita ini handisikuzvifarira Kuenda kubasa kudzoka wakarara mumachira Mukudira mai mwana mukudira Mukudira mai mwana mukudira Zvamukuita ini handisi kuzvifarira Kuenda kubasa dzoka wakarara mumachira Wat to dem dem Wat to dem dem Anyway check me style again Braaa mhanya nemwoyo Dobba don Anyway level racho rakujamuka fanike dhabuka Anywhere anywhere anywhere you der 45 short namis