Tikati kuna mbuya, mbuya Mwari vakukomborerei
Vachichemerawo mbeu
Ko zvinoreveiko?
Tikati kuna mai, mai Mwari vakukomborerei
Mumba musina hupfu
Ko zvinoreveiko?
Tikati kumurwere, hama Mwari vakukomborere
Asina chekufuka
Ko zvinoreveiko?
Tikati kumutorwa, hama Mwari vakukomborere
Achikumbirawo mvura
Ko zvinoreveiko?
Tikati kukacheche mwana, Mwari vakukomborere
Achichemera mukaka
Ko zvinoreveiko?
♪

Kana chiri chokudya iwe
Kana tinacho
Kana chiri chokudya iwe
Ngatimubatsire
Kana chiri chokupfeka
Kana tinacho
Kana chiri chokupfeka
Ngatimubatsire
Kana iriyo mariyo
Kana tinayo
Kana iriyo marika
Chingomubatsira
Kana pari pokugara
Kana munapo
Kana pari pekugara
Chingomuyamura
Kana chiri chokufuka
Kana tinacho
Kana chiri chokufuka
♪
Kutenda kusina mabasa Pauro akaramba
(Kutaura nendini ndisina rudo ngongongo ndavabhera)
Kutenda kusina mabasawe Pauro anoramba
(Ndimi dzega rudo musina ngwe-ngwe ndavabhera)

Ishe tiyamure
Tigodawo vamwe
Kwete kungodiwa toga
Ishe tiyamure
Tifungewo vamwe
Kwete kufungiwa toga
Ishe tiyamure
Tirerewo vamwe
Kwete kurerewa toga
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя