Karwiyo aka
Ndakanyorera iwewe
Karwiyo aka
Nyatsokuteya nzeve
Nekuti kane mashoko
Ane zvese zvekuita newe
Mmmm
Karwiyo aka
Ndakanyorera iwewe
Karwiyo aka
Nyatsokuteya nzeve
Nekuti kane mashoko
Ane zvese zvekuita newe
Mmmmm
Iwewe
Wazondozadzisa
Zvizere
Rudo wasimbisa
Karwiyo aka
Kubvira patakatanga kudanana ndaka
Nyora verse rekutanga rekutivaka
Nekuti ndakanga ndazowana wandaitsvaga
Mmmmm
Mukarwiyo aka
Pane patakasvika pakuda kuparara
Nekuda kwezvinhu zvaiitika tichinyarara
Asi ndizvo zvakazosimbisa kuti tinyatsofara
Nyatsofara iwewe hey
Iwewe
Wazondozadzisa
Zvizere
Rudo wasimbisa
Handikuvimbise
Denga rechinomwe
Handidizve kuti pese pese ucheme
Asi ndokuvimbisa
Rudo
Handikuvimbise
Denga rechinomwe
Handidizve kuti pese pese ucheme
Asi ndokuvimbisa ndokuvimbisa
Rudo
Iwewe
Wazondozadzisa
Zvizere
Rudo wasimbisa
Iwewe
Wazondozadzisa
Zvizere
Rudo wasimbisa
Mukarwiyo aka eeeh
Mukarwiyo aka oooh
Muuukarwiyo aka eeeh
Mukarwiyo aka ohhhh
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя