Heeiye iyee
Nanana
Nananana nananana
Mmmmm
Nanana
Nanana
Ukandida babie zvese ndichakupa
Ndokutengera mota tovaka imba
Yandichakupira rudo rwunozipa
Hauzofi wakandisiya
Uchafamba uchiudza yose nyika
Vachaziva vese pese pawasvika
Ndakufadza idi unodzoka wega
Hauzofi wakandisiya
Tichatamba zvaunoda kuti titambe
Usakoke vamwe babie tingawande
Kwechinguva iwe neni muchivande
Hauzofi wakandisiya
Usafe wakandifananidza nevamwe ini
Ndakutarisa ndashaya vakakusirei
Zvauri zvese hapana chandingashore ini
Hauzofi wakandisiya
Ukandida chokwadi ndotenda Mwari
Hameno neiko
Nekuti hapana jaya risingafari
Nenyaya yerudo
Mazwi angu ose aya ichokwadi haasi manyepo
Ukandida ndinokutengera mota
Kuratidza kuti handisi kujuta inyaya yerudo
Mmmmmm
Mmmm
Ukandida idi ndinotsvaga mari
Kukuchengetedza iwewe nemhuri
Vachachiva vese hama neshamwari
Kuti usazombondisiya
Kwese kwaunoenda uzive
Vangaende vamwe ini handikusiye
Kwauri kwese ndoda kuvawo
Handimbofi ndakakusiya
Usandifananidze nevamwe ini
Ndakutarisa ndashaya vakakusirei
Zvauri zvese hapana chandinga shore ini
Handimbofi ndakakusiya
Ukandida babie ndichakuda
Kupfuura vamwe vese vanofunga
Kuti vane zvimwe zvavangangokupa
Kuti pamwe ugondisiya
Eeei
Ukandida chokwadi ndotenda Mwari
Hameno neiko
Nekuti hapana jaya risingafari
Nenyaya yerudo
Mazwi angu ose aya ichokwadi haasi manyepo
Ukandida ndinokutengera mota
Kuratidza kuti handisi kujuta inyaya yerudo
Honaka
Ndatapirirwa newe kare
Ukandipa mukana
Handifunge kuti nhasi ndingarare
Kare
Ndatapirirwa kare
Ukandida ndingafare
Nenyaya yerudo
Kubvira kare
Ndatapirirwa kare
Ukandida ndinga fare
Nenyaya yerudo
Ndinotenda Mwari
Nenyaya yerudo
Ukandida chokwadi ndotenda Mwari
Hameno neiko
Nekuti hapana jaya risingafari
Nenyaya yerudo
Mazwi angu ose aya ichokwadi haasi manyepo
Ukandida ndinokutengera mota
Kuratidza kuti handisi kujuta inyaya yerudo
Ukandida chokwadi ndotenda Mwari
Hameno neiko
Nekuti hapana jaya risingafari
Nenyaya yerudo
Mazwi angu ose aya ichokwadi haasi manyepo
Ukandida ndinokutengera mota
Kuratidza kuti handisi kujuta inyaya yerudo
Ndomutenda Mwari
Ndomutenda Mwari
Ndomutenda Mwari
Nenyaya yerudo
Ndomutenda Mwari
Ndomutenda Mwari
Ndomutenda Mwari
Nenyaya yerudo
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя