Kishore Kumar Hits

Jah Prayzah & The 3rd Generation Band - Zama текст песни

Исполнитель: Jah Prayzah & The 3rd Generation Band

альбом: Jerusarema


Zama zama zama chete"(4)
Varume zvaratova gore zama, ndichingo pfimba mukadzi mumwe zama
Zvikanzi rudo handinyore zama, taura neni pore pore zama
Varume zvaratova gore zama, ndichingo pfimba mukadzi mumwe zama,
Zvikanzi rudo handinyore zama,
Taura neni pore pore zama
Ndikati amai makosha, Amai makosha, imi mai makosha, amai makosha
Amai makosha, amai makosha, imi mai makosha
Kure kure asi kure, kure kwegava6
Rega nditangire kumavambo
Imi baba vairi nhamo
Kutsanangura dzinenge nyambo
Kure kure kune chinhambo
Kumupfimba zvairi nhamo, nzira dzacho imharadzano, tosangana patsime
Rimwe zuva kuma kumbe6
Ndikati amai makosha, Amai makosha, imi mai makosha, amai makosha
Amai makosha, amai makosha, imi mai makosha
Kure kure asi kure, kure kwegava6
Zemberana naye nekuti mukadzi akanaka
Zemberana naye nekuti mukadzi ane tsika
Zemberana naye kaiwe nekuti mukadzi akanaka
Zemberana naye nekuti mukadzi ane tsika
Zemberana naye nekuti mukadzi akanaka
Zemberana naye nekuti mukadzi ane tsika
Kure kure asi kure kure kwegava
Kure kure asi kure kure kwegava
Rega nditangire kumavambo
Imi baba zvairi nhamo
Kutsanangura dzinenge nyambo
Kure kure kune chinhambo
Kumupfimba zvairi nhamo
Nzira dzacho imharadzano
Tosangana patsime
Rimwe zuva kumakumbe
Tosangana patsime
Rimwe zuva kumakumbe
Tosangana patsime
Rimwe zuva kumakumbe
Tosangana patsime
Rimwe zuva kumakumbe
Ndikati amai makosha
Amai makosha
Imi mai makosha
Amai makosha
Amai makosha
Amai makosha
Imi mai makosha
Amai makosha
Zemberana nayeka iwe nekuti mukadzi akanaka
Zemberana nayeka iwe nekuti mukadzi ane tsika
Zemberana naye nekuti mukadzi akanaka
Zemberana nayeka iwe nekuti mukadzi ane tsika
Zama zama zama zama chete
Woye mambo haikona kubvumamira nhamo iyo
Zama zama zama zama chete
Haikona kubvumamira nhamo iyo
Zama zama zama zama chete
Woye mambo tura mutoro
Zama zama zama zama chete
Woye mambo tura mutoro
Kure kure asi kure kure kwegava
Kure kure asi kure kure kwegava
Kure kure asi kure kure kwegava
Kure kure asi kure kure kwegava
Rega nditangire kumavambo
Imi baba zvairi nhamo
Kutsanangura dzinenge nyambo
Kure kure kune chinhambo
Kumupfimba zvairi nhamo
Nzira dzacho imharadzano
Tosangana patsime
Rimwe zuva kumakumbe
Tosangana patsime
Rimwe zuva kumakumbe
Tosangana patsime
Rimwe zuva kumakumbe
Tosangana patsime
Rimwe zuva kumakumbe
Ndikati amai makosha
Amai makosha
Imi mai makosha
Amai makosha
Amai makosha
Amai makosha
Imi mai makosha
Amai makosha
Woye mambo haikona kubvumamira nhamoyo
Woye mambo haikona kubvumamira nhamoyo
Woye mambo tura mutoro uyo
Woye mambo tura mutoro uyo
Zama zama zama zama chete
Woye mambo haikona kubvumamira nhamoyo
Zama zama zama zama chete
Woye mambo haikona kubvumamira nhamoyo
Zama zama zama zama chete
Woye mambo tura mutoro uyo
Zama zama zama zama chete
Woye mambo tura mutoro uyo

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель