Kishore Kumar Hits

Jah Prayzah & The 3rd Generation Band - Tsotsi текст песни

Исполнитель: Jah Prayzah & The 3rd Generation Band

альбом: Mdhara Vachauya


Ibva munzira ndidarike
Soja risimuke
Nyangwe ukandizvonda han'ya naniko
Wakuvarira mukati asi wazvinzwa tsotsi
Nyangwe ukandizvonda han'ya naniko
Maziso piriviri
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Kuzvivesera moto
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Chamondivavarira
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Kuzvimba kunge shato
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Vanditarisisa kumusoro nekuzasi
Ndikati nzvee ndikati nzvee
Pfumo rikabaya pasi
Handiverengere poshi
Shoko rangu harivhikwi
Vamwe vanobheja mari
Voda kundidyara kunge mhodzi
Pondai pondai kani
Pondai pondai zvenyu
Pondai pondai kani
Pondai pondai zvenyu
Maziso piriviri
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Kuzvivesera moto
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Chamondivavarira
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Kuzvimba kunge shato
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Vanofarira kungomora pasina nyuchi dzinoruma
Dai upenyu hwaidaro eh eh eh zvaifamba
Vanonokora dzemarema sare mhuri dzichichema
Dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba
Vanofarira kungomora pasina nyuchi dzinoruma
Dai upenyu hwaidaro eh eh eh zvaifamba
Vanonokora dzemarema Sare mhuri dzichichema
Dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba
Maziso piriviri
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Kuzvivesera moto
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Chamondivavarira
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Kuzvimba kunge shato
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Ibva munzira ndidarike
Soja risimuke
Nyangwe ukandizvonda han'ya naniko
Wakuvarira mukati asi wazvinzwa tsotsi
Nyangwe ukandizvonda han'ya naniko
Maziso piriviri
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Kuzvivesera moto
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Chamondivavarira
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Kuzvivesera moto
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Chamondivavarira
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Chamondivavarira
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Chamondivavarira
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Chamandivavarira
Magumbuka chiiko? Handikendenge
Vanofarira kungomora pasina nyuchi dzinoruma
Dai upenyu hwaidaro eh eh eh zvaifamba
Vanonokora dzemarema sare mhuri dzichichema
Dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba
Vanofarira kungomora pasina nyuchi dzinoruma
Dai upenyu hwaidaro eh eh eh zvaifamba
Vanonokora dzemarema Sare mhuri dzichichema
Dai Mwari maitonga mbavha

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель