Kishore Kumar Hits

Leopatrick Gumiso - Tinokunda текст песни

Исполнитель: Leopatrick Gumiso

альбом: Tinokunda


Nyangwe mitoro yepanyika ingawande sei
Tinokunda kunda kunda
Zvigumbuso nemarwadzo zvingawande sei
Tinokunda kunda kunda
Tinomira pavimbiso yaIshe Jesu
Kutifira kwavakaita paCalvary
Wakarohwa wakatukwa wakatambudzwa
Kuti tigokunda kunda kunda
Tinomira pavimbiso yaIshe Jesu
Kutifira kwavakaita paCalvary
Wakarohwa wakatukwa wakatambudzwa
Kuti tigokunda kunda kunda
Hama neshamwari dzitisiye tega
Tinokunda kunda kunda
Vatishore vatiseme vatizvidze sei
Tinokunda kunda kunda
Tinomira pavimbiso yaIshe Jesu
Kutifira kwavakaita paCalvary
Wakarohwa wakatukwa wakatambudzwa
Kuti tigokunda kunda kunda
Tinomira pavimbiso yaIshe Jesu
Kutifira kwavakaita paCalvary
Wakarohwa wakatukwa wakatambudzwa
Kuti tigokunda kunda kunda
Nyangwe miedzo ichiuya ichirwadza sei
Tinokunda kunda kunda
Vativenge vaite godo vatirwise sei
Tinokunda kunda kunda
Tinomira pavimbiso yaIshe Jesu
Kutifira kwavakaita paCalvary
Wakarohwa wakatukwa wakatambudzwa
Kuti tigokunda kunda kunda
Tinomira pavimbiso yaIshe Jesu
Kutifira kwavakaita paCalvary
Wakarohwa wakatukwa wakatambudzwa
Kuti tigokunda kunda kunda
Tinokunda, tina Jeso
Tinokunda yeeeey
Mwariwee
Tinokunda, tina Jeso
Mwari wee
Tinokunda kunda kunda
Tinokunda muzita raShe
Tinokunda kunda kunda
Tinokunda muzita raShe
Tinokunda kunda kunda
Tinokunda muzita raShe
Tinokunda kunda kunda
Tinokunda muzita raShe
Tinokunda kunda kunda
Tinokunda muzita raShe

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители