Kishore Kumar Hits

Tocky Vibes - Ndinouya текст песни

Исполнитель: Tocky Vibes

альбом: Greatest Hits


Ndiri pa corner pana T-man, haundinzwi
Mudiwa kani (Mount Zion Music)
Ndanzwa sewanoka pa-window
Ndanzwa sewaridza muridzo
Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya)
Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya)
Ndamiswa namhamha ndipedze kusuka
Ndinouya usagumbuke
Ndoita mupidigori pidigo hamundigoni
Koo zvangu ndezvako, iyi misodzi haasi mabori
Uripo rudo rwangu rwakadzika kuita semugodhi
Mati kudii, mwati mwadii?
Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya)
Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya)
Ndamiswa namhamha ndipedze kusuka
Ndinouya usagumbuke
Ndichagara pedo, gara pedo, gara pedo
Rwendo rwamadeko ndaiveko
Imbakumba ndabhaguja murudo
Ah, ah hi-hi-hi, chikudo
Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya)
Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya)
Ndamiswa namhamha ndipedze kusuka
Ndinouya usagumbuke
Ndanzwa sewanoka pa-window
Ndanzwa sewaridza muridzo
Ndoita mupidigori pidigo hamundigoni
Koo zvangu ndezvako, iyi misodzi haasi mabori
Uripo rudo rwangu rwakadzika kuita semugodhi
Mati kudii, mwati mwadii?
Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya)
Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya)
Ndamiswa namhamha ndipedze kusuka
Ndinouya usagumbuke
Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya)
Ndinouya mudiwa ndouya (ndinouya)
Ndamiswa namhamha ndipedze kusuka
Ndinouya usagumbuke

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

GOAT

2023 · альбом

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель