Kishore Kumar Hits

Tocky Vibes - Ndini Ndinorira текст песни

Исполнитель: Tocky Vibes

альбом: Greatest Hits


Ga-ga Gunhill Records
Ah, ah, hi-hi-hi, Coolman
School of thoughts, dhara dhara (oh gash, hee)
Pandairira munzeve vaiisa zvitanda
Vaibvarura kungoona ndiri pa-flyer
Manje ikozvino zvakushaya basa nekuti
Ndini ndinorira
Uchangondinzwa usingade uchida
Ungave une radio kana hauna
Munondizorora magetsi kusina
Panongorira, ndini ndinorira
Nhai maiwe chamakandizvarira
Ndavashungurudza kunge chirwere chiya
"Ibvapo iwe", ma-fans ovadzinga
Vangonzwa ndati, "Hei", voziva ndapinda
Havachina remuromo vakukakama, "Nda-nda-nda"
Ndarudunura hobho ngoma, mudhadhadha
Apo havazive handisati ndatanga
Ndoda vakuru, idzi ipwere ndinodhama
Kufa kwahuku, saka tongoti gagaga
Zvavari kuimba zvakarara kuti rabada
Havana mwongo, ndaona vachiri vapfanha
Vaindivengera kugona zvino ndakunyanya
Uchangondinzwa usingade uchida
Ungave une radio kana hauna
Munondizorora magetsi kusina
Panongorira, ndini ndinorira
Nhai maiwe chamakandizvarira
Ndavashungurudza kunge chirwere chiya
"Ibvapo iwe", ma-fans ovadzinga
Vangonzwa ndati, "Hei", voziva ndapinda
Vanondida, ndichipfuura vonditi, "Bhai-bhai
Huyai padyo, sando dzenyu ndinokupai"
Muri vekwangu sakani ndoti, "Don't worry"
Musavhunduke ndakabata mugogani
Ndimi munofara sezuva ndichishaina
Huyai mudziye moto wangu kunge mushana
Musabhaizwe nevanhu vasina kukwana
Ndinokudai nekuti neni munodada
Uchangondinzwa usingade uchida
Ungave une radio kana hauna
Munondizorora magetsi kusina
Panongorira, ndini ndinorira
Nhai maiwe chamakandizvarira
Ndavashungurudza kunge chirwere chiya
"Ibvapo iwe", ma-fans ovadzinga
Vangonzwa ndati, "Hei", voziva ndapinda
Havachina remuromo vakukakama, "Nda-nda-nda"
Ndarudunura hobho ngoma, mudhadhadha
Apo havazive handisati ndatanga
Ndoda vakuru, idzi ipwere ndinodhama
Kufa kwahuku, saka tongoti gagaga
Zvavari kuimba zvakarara kuti rabada
Havana mwongo, ndaona vachiri vapfanha
Vaindivengera kugona zvino ndakunyanya
Uchangondinzwa usingade uchida
Ungave une radio kana hauna
Munondizorora magetsi kusina
Panongorira, ndini ndinorira
Nhai maiwe chamakandizvarira
Ndavashungurudza kunge chirwere chiya
"Ibvapo iwe", ma-fans ovadzinga
Vangonzwa ndati, "Hei", voziva ndapinda
Vanondida, ndichipfuura vonditi, "Bhai-bhai
Huyai padyo, sando dzenyu ndinokupai"
Muri vekwangu sakani ndoti, "Don't worry"
Musavhunduke ndakabata mugogani
Ndimi munofara sezuva ndichishaina
Huyai mudziye moto wangu kunge mushana
Musabhaizwe nevanhu vasina kukwana
Ndinokudai nekuti neni munodada
Uchangondinzwa usingade uchida
Ungave une radio kana hauna
Munondizorora magetsi kusina
Panongorira, ndini ndinorira
Nhai maiwe chamakandizvarira
Ndavashungurudza kunge chirwere chiya
"Ibvapo iwe", ma-fans ovadzinga
Vangonzwa ndati, "Hei", voziva ndapinda
Hee, PTK, hoo, na-na-na
Hee, Tocky Vibes hee, Murugare eh
Usingade uchida

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

GOAT

2023 · альбом

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель