Kishore Kumar Hits

Tocky Vibes - Chamakuvangu текст песни

Исполнитель: Tocky Vibes

альбом: Long Live Chama

Chama-! Chamakuvangu!
Chamakuvangu!
(Maselo pabeat-a)
Chamakuvangu!
Chama-! Chamakuvangu!
Dhele! Ngiriri! Halo?
Vasvika vachibvunza, "Uyo zita ndiyani?"
Zvikahi neavo, "Ndiye Chamakuvangu."
Kusvika vachibvunza, "Uyo zita ndiyani?"
Zvikahi neavo, "Ndiye Chamakuvangu."
Handizirini ndazvitawura
Asi ndini ndazvishaura
Handizirini ndazvisarura
Mwari ndimi manditsaura
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarurwa
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarudzwa
Kungoramba hwani iri hwani
Ukaita machamakuvangu
From dhaza to top top
Kuita kusiya pachokwadi
Handina kupaza iknock knock
Munhu wese anoda goal asi keeper haadi goalie
Ipapo ndopane, pane zheti rake
Inga dai zvaigona, tese tai-
Asi hazvichagona
Mhururu nemuridzo uko
Vati ndizvozvo chayizvo, ndizvozvo
Iwe wati kudii?
Asi futi hapana, hapana apa
Hapana, hapana, hapana
Pagona, pagona, pagona, pagona
Pagona, pagona, pagona, pagona
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarurwa
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarudzwa
Kungoramba hwani iri hwani
Ukaita machamakuvangu
From dhaza to top top
Kuita kusiya pachokwadi
Handina kupaza iknock knock
Uchaovertaker poresi
Kusiiwa une stress kana wati,"Yes."
Muchiranda wogezera mawoko
Mawoko, tipei mawoko
Kwatu!
Reganda mari hanzi apa chakuti kwachu
Chama-! Chamakuvangu!
Chamakuvangu!
Chamakuvangu!
Chama-! Chamakuvangu!
Dhele! Ngiriri! Halo?
Pagona, pagona, pagona, pagona
Pagona, pagona, pagona, pagona
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarurwa
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarudzwa
Kungoramba hwani iri hwani
Ukaita machamakuvangu
From dhaza to top top
Kuita kusiya pachokwadi
Handina kupaza iknock knock
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarurwa
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarudzwa
Kungoramba hwani iri hwani
Ukaita machamakuvangu
From dhaza to top top
Kuita kusiya pachokwadi
Handina kupaza iknock knock
Chama-! Chamakuvangu!
Chamakuvangu!
Chamakuvangu!
Chama-! Chamakuvangu!
Dhele! Ngiriri! Halo?
Vasvika vachibvunza, "Uyo zita ndiyani?"
Zvikahi neavo, "Ndiye Chamakuvangu."
Kusvika vachibvunza, "Uyo zita ndiyani?"
Zvikahi neavo, "Ndiye Chamakuvangu."
Handizirini ndazvitawura
Asi ndini ndazvishaura
Handizirini ndazvisarura
Mwari ndimi manditsaura
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarurwa
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarudzwa
Kungoramba hwani iri hwani
Ukaita machamakuvangu
From dhaza to top top
Kuita kusiya machokwadi
Handina kupaza iknock knock

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

GOAT

2023 · альбом

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель