Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Mbanje Budget текст песни

Исполнитель: Seh Calaz

альбом: Ndaqatumwa


It's Cashlib City
Ndarohwa ne-

Ndisu vanhu vanoshanda ne target
Vanoshanda ne target
Iripo kare mbanje pa budget
Mbanje pa budget
Senge ukasvika kumbare
Kumusha wemagitare
Tinodzisvuta samare
Ku ghetto kwedu hatirare
Kwatinooneka mhamha ndichiti mhamha ndakundorohwa nembanje
Haa, ndakundorohwa nembanje
Asi ndadzoka zvinenge zvachinja ndakuti ndarohwa nembanje
Haa, ndenge ndarohwa nembanje
Dzinenge dzanditosvora, dzanditosvora
MaBhodo usandisvora, usandisvora
Zi grade rekuMalawi, rekuMalawi
Ndinenge ndavakuda punani, kuda punani
Senge ndadhakwa vanoziva ndozvidira madhaka
KuBlock 4 magaba, vanoziva ndozvidira madhaka
Kwatinooneka mhamha ndichiti mhamha ndakundorohwa nembanje
Haa, ndakundorohwa nembanje
Asi ndadzoka zvinenge zvachinja ndakuti ndarohwa nembanje
Haa, ndenge ndarohwa nembanje
Andichanatsogona kumavhura, kumavhura maziso
Nyangwe chamba chacho chikadhura ndongotenga ndakaruma mazino
Nekuti tinodikitira, ndotogona kuzviitira
Hona ndakudikitira
Agogo wandiparira
Kwatinooneka mhamha ndichiti mhamha ndakundorohwa nembanje
Haa, ndakundorohwa nembanje
Asi ndadzoka zvinenge zvachinja ndakuti ndarohwa nembanje
Haa, ndenge ndarohwa nembanje
Ndenge ndanorohwa nembanje
Ndanorohwa nembanje
Apa ndanga ndanorova mbanje
Ndanga ndarova mbanje
Saka mukoma musadenhe mbanje
Musadenhe mbanje
Cashlibs usadenhe mbanje
Usadenhe mbanje
Ndanga ndanorova mbanje girls dziri kudorova mbanje
Unenge uchidenhereiko mbanje dzacho?
Uri kuita sei?

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Blot

Исполнитель

ExQ

Исполнитель