Kishore Kumar Hits

Freeman - Rangarira текст песни

Исполнитель: Freeman

альбом: Top Striker


HK, (?)
Top Striker, Tamuka
Mambokadzi
Nhai ndingabvunzewo, ndiwe Sly?
Empress inga wani ndokuzivai
Ko kuzotsvinda nekuchena kudai?
Haa kungorasisa nekungodai dai
Hoo zviya ndiwe wakunzi Freeman
Ndakaguma kukuona pane langtime
Hii ende une swagger ndanga ndichikutsvaga maihwii
Rangarira tichangotanga wakandidadira kangani?
Funga
Asi paye paye ndaifunga kuti urikutamba
Ndaingoramba asi mukati ndichikuda
Kangani kandakafona ndichiti dzoka kumba
Ukati kwete haugarire murume asina chaainacho
I think wakatadza kunzwa kwete handina kudaro
Ndakati handina mari yebhazi tumira mari yacho

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Kusuka

2018 · Мини-альбом

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель