Kishore Kumar Hits

Freeman - Nothin' Ah Gwan текст песни

Исполнитель: Freeman

альбом: Top Striker


Ah HKD
Top striker
Vanondiona ndichinyemwerera(nyemwerera) asi moyo wangu wakatoremerwa handikwanisi kuzoti wese wandaona matambudziko angu ese ndomutaurira
Asi Tamuka moyo wangu une bundu but ndinopretender kuve bhoo lyk nutin a gwan
Dai moyo waivhurika matambudziko hobho akandinama
Kutambudzika ndohama yangu yepedyo mufaro nerugare atina ukama
Kunyangwe zvakaoma sly usakundike jus do it lyk nutin a gwan.
Ndinotryer kuronga zvakawanda zvoparara husiku ndakasvinura vese vachiti ndakarara,
Ndanyarara misodzi yayerera .
Sei vese vari kumberi ndakasara, ndikaramba ndichipopota amunzwe nyaya yangu
Vehukama wee ndinzweiwo kuchema kwangu, Samatenga ndipindureiwo minamato yangu ndashaya mufaro nekuda kwenhamo yangu .
Hapana pandinoti nhasi zvanani zuva nezuva zvinenge zvakandidzvanya, kutambudzika nekusuwa zvinofambidzana .ukaona ndichismiler ndinenge ndichivhara .
(Chorus first verse)
Ukandimhoresa ndotadza kudaira obva wafunga Sly anoshaina kwete andishaine ipfungwa dzakawandirwa,
Peace of mind pandiri ikushaikwa, zvinenge zvichitondinetsa ndocover nesmile, ndikaona vanofara ndotarisa kuside ndokuti life sometimes iri tight ndosaka ndichizopretender kunge zviri right .

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Kusuka

2018 · Мини-альбом

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель