Kishore Kumar Hits

Freeman - Mukuru WeKambani текст песни

Исполнитель: Freeman

альбом: Mukuru WeKambani


Marcus Music
Silent Killer, mukuru wecompany ndiye wandobhiga (make them know)
Mukuru wecompany, HKD Boss, mukuru wecompany
Mukuru
Ndinobhiga wese anozvishandira, ndiwe mukuru wecompany
Kana mhuri yako uchiiraramisa, ndiwe mukuru wecompany
Saka mapfumo pasi usakande, pabasa rako itoita chinamira
Vachistriker isusu hatinete
Pabasa redu ndipo patinonamira
Haufanire kusunga tie chete kuti unzi boss
Pabasa rako raunoita uri big boss
Une vanhu vaunochengeta, vanotomira newe
Vakangokushaya chete ibig loss
Uri boss yes, uri boss yes kwete by force
Saka tenda Ishe Mwari vakakuita boss
Because kungoshaika kwako chete injodzi
Zvese zvakakumirira profit neloss
Wangu, ahusi kushandira ngozi
Chingopunyaira ipapa haushaye musodzi (wangu)
Ndiko kalife kemaboss, Peter wese anozviziva kuti ndiboss
Ndinobhiga wese anozvishandira, ndiwe mukuru wecompany
Kana mhuri yako uchiiraramisa, ndiwe mukuru wecompany
Saka mapfumo pasi usakande, pabasa rako itoita chinamira
Vachistriker isusu hatinete
Pabasa redu ndipo patinonamira
Kana bhero rarira, mumwe wangu ngwarira
Ha-a itoteya riva, wakashinga unohwina
Kwaunoenda uchasvika, muka uchinge wapunzika
Paunowira mumvura, senge hove wotuhwina (huya kuno)
Well if you are tough where you look you a fi win it (work hard)
You know di sky a di limit
Haungasakure nebadza risina mupinyi
Wandinobhiga ndeuyo anotsvaga masinhi
Ndinobhiga wese anozvishandira, ndiwe mukuru wecompany
Kana mhuri yako uchiiraramisa, ndiwe mukuru wecompany
Saka mapfumo pasi usakande, pabasa rako itoita chinamira
Vachistriker isusu hatinete
Pabasa redu ndipo patinonamira
Kana ungave une musika ndinokubigger, ndiwe mukuru wecompany
Kana kusona bhutsu nemombe gozha paroots, ndiwe mukuru wecompany
Unomukira kuno order, parinodoka odya, ndiwe mukuru wecompany
Unorarama life yako pasina anokupa order, ndiwe mukuru wecompany
Ungave uri hustler, uri mukuru wecompany
Ungave uri gweja, uri mukuru wecompany
Hazvide matsamba kuti uve mukuru wecompany
Pabasa rako chete ndiwe mukuru wecompany
Ndinobhiga wese anozvishandira, ndiwe mukuru wecompany
Kana mhuri yako uchiiraramisa, ndiwe mukuru wecompany
Saka mapfumo pasi usakande, pabasa rako itoita chinamira
Vachistriker isusu hatinete
Pabasa redu ndipo patinonamira
Kana bhero rarira, mumwe wangu ngwarira
Ha-a itoteya riva, wakashinga unohwina
Kwaunoenda uchasvika, muka uchinge wapunzika
Paunowira mumvura, senge hove wotuhwina (huya kuno)
Kana bhero rarira, mumwe wangu ngwarira
Ha-a itoteya riva, wakashinga unohwina
Kwaunoenda uchasvika, muka uchinge wapunzika
Paunowira mumvura, senge hove wotuhwina (huya kuno)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Kusuka

2018 · Мини-альбом

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель