Anytime you feel like say you wanna give up
Turn on the radio
Sunshine (mutungamire anofamba aha)
Soldier, soldier
Dzimwe nguva pane paunomuka kuseni
Usina power, ombozvibvunza ndini ani?
Handina chinhu vanoti handina brain
Pane angade here kunzi anotamba neni?
Wangu usazvitarisire, pasi
Chinodiwa chete kupfugama badzi
Zvichanaka ko chawakatadza chii
Ndiwe wandashaurira song iyi nhasi
Mutungamireiwo ishe baba
Mwana wenyu paanofamba
Uyoo, hoyo, hoyo
Nguva zhinji achingochemaa achitry zvichiramba
Uyo, hoyo, hoyo, hoyo
Muviri wake watopera
Pfungwa dzamuwandira
Dai mamuzorodza, hoyo
Haasiyane nemunyama
Akufunga kusaenda
Mapfumo pasi okanda, hoyo
Komborerai chaanobata, Hoyo
Momuvhenekerawo paachafamba, hoyo
Kurarama arikuti haachada, hoyo
Mupei simba rekukunda miedzo, hoyo
Kana zvibvira Ishe mupei mugove wake achiri kurarama, hoyo
Anoraramiswa nenyasha dzenyu Yahweh
Musamusiye ari ega hoyo hoyo
Mutungamireiwo ishe baba
Mwana wenyu paanofamba
Uyoo, hoyo, hoyo
Nguva zhinji achingochemaa achitrya zvichiramba
Uyo, hoyo, hoyo, hoyo
Dzimwe nguva pane paunomuka kuseni
Usina power, ombozvibvunza ndini ani?
Handina chinhu vanoti handina brain
Pane angade here kunzi anotamba neni?
Wangu usazvitarisire, pasi
Chinodiwa chete kupfugama badzi
Zvichanaka ko chawakatadza chii
Ndiwe wandashaurira song iyi nhasi
Mutungamireiwo ishe baba
Mwana wenyu paanofamba
Uyoo, hoyo, hoyo
Nguva zhinji achingochemaa achitrya zvichiramba
Uyo, hoyo, hoyo, hoyo
Muviri wake watopera
Pfungwa dzamuwandira
Dai mamuzorodza, hoyo
Haasiyane nemunyama
Akufunga kusaenda
Mapfumo pasi okanda, hoyo
Komborerai chaanobata, Hoyo
Momuvhenekerawo paachafamba, hoyo
Kurarama arikuti haachada, hoyo
Mupei simba rekukunda miedzo, hoyo
Kana zvibvira Ishe mupei mugove wake achiri kurarama, hoyo
Anoraramiswa nenyasha dzenyu Yahweh
Musamusiye ari ega hoyo hoyo
Mutungamireiwo ishe baba
Mwana wenyu paanofamba
Uyoo, hoyo, hoyo
Nguva zhinji achingochemaa achitry zvichiramba
Uyo, hoyo, hoyo, hoyo
Mutungamirei
Mwana wenyu Paanofamba
Hoyo hoyo
Anochema,anochema, anochema
Zvichiramba zvichiramba zvichiramba
(Soldier)
Поcмотреть все песни артиста