Freeman HKD - Dare RemaGallis текст песни 
      Исполнитель: 
      Freeman HKD
      
      альбом: Robbery
      
  
        
      
  
  
      
      
      Five star Gallis
Dare remaGallis
Saka Kivo hunza madrinks
Kune musangano
Wedu weDare remaGallis
Ikoko tinonosangana potaurwa
Mitemo yechiGallis
(Yah Agh)
Dare remaGallis
Ndiyo mutemo yarinaro
Dare remaGallis
Ndiyo meeting yatinayo
(Yeah)
Dare remaGallis
Ndiwo mitemo watinawo
Dare remaGallis
Ndiwo musangano wacho
One
Ukangoziva Gallis code
Wakwana kwana
Listen to me jahman
Two
Tungamidza respect ne loyalty
Kune vaunoti ndovakakosha
Three
MaGallis hatife takabuditswa misodzi nevanaskana izvozvo kwete kana
Four
Weakness yedu iri pakubaya faster faster kana babe rangoganza
Ndo mutemo yechi 5 star Gallis
Ukangoidissa mudish tokugarisa
Anoungoutyora fine Bollo bhadharisa
Na iroro line ndavharisa
Saka Kivo hunza madrinks
Kune musangano
Wedu weDare remaGallis
Ikoko tinonosangana potaurwa
Mitemo yechiGallis
(Yah Agh)
Dare remaGallis
Ndiyo mutemo yarinaro
Dare remaGallis
Ndiyo meeting yatinayo
(Yeah)
Dare remaGallis
Ndiwo mitemo watinawo
Dare remaGallis
Ndiwo musangano wacho
Chimoko chemumwe wako haubate
Kunge visa raka expire hazvishande
Kusvikira babe nyama nyama hatikwate
Man'ono magood network hatikate
Saka baby ma friends angu
Sandi ma friends ako
Unofanira kuziva muganhu wako
Respect yandinopa ku team yako
Ipa ku team yako
Nekuti hazvigone pachiGallis
Kuti unotaura business remumwe
MuGallis nekuseri
Hatibvume kuchekeresa
Hana yemuGallis ngaisa sheka sheka
Saka Kivo hunza madrinks
Kune musangano
Wedu weDare remaGallis
Ikoko tinonosangana potaurwa
Mitemo yechiGallies
(Iyah Agh)
Dare remaGallis
Ndiyo mutemo yarinaro
Dare remaGallis
Ndiyo meeting yatinayo
(Yeah)
Dare remaGallis
Ndiwo mitemo watinawo
Dare remaGallis
Ndiwo musangano wacho
One
Ukangoziva Gallis code
Wakwana kwana
Listen to me jahman
Two
Tungamidza respect ne loyalty
Kune vaunoti ndovakakosha
Three
MaGallis hatife takabuditswa misodzi nevanaskana izvozvo kwete kana
Four
Weakness yedu iri pakubaya faster faster kana babe rangoganza
Ndo mutemo yechi 5 star Gallis
Ukangoidissa mudish tokugarisa
Anoungoutyora fine Bollo bhadharisa
Na iroro line ndavharisa
Saka Kivo hunza madrinks
Kune musangano
Wedu weDare remaGallis
Ikoko tinonosangana potaurwa
Mitemo yechiGallis
(Yah Agh)
Dare remaGallis
Ndiyo mutemo yarinaro
Dare remaGallis
Ndiyo meeting yatinayo
(Yeah)
Dare remaGallis
Ndiwo mitemo watinawo
Dare remaGallis
Ndiwo musangano wacho
      
      Поcмотреть все песни артиста
  
    
    
  
    
      Другие альбомы исполнителя