Kishore Kumar Hits

Freeman HKD - Pasi Harigute текст песни

Исполнитель: Freeman HKD

альбом: Through The Years 2014


Pasi harimboguta
Hama neshamwari vese rakabvuta
Misodzi tikachema
Zvinhu zvichirema
Asi rakatisiya tese tichihuta
Kune vakaenda vakawanda vataida
Vasina kupiwa mikana sezvataida
Pamwe ndimai pamwe mudiwa pamwe sekuru pamwe ndimbuya vakashaika
Kana ishe vatonga apana anotaura
Nyangwe zvichirwadza nyangwe zvichigumbura
Tine misodzi pamatama, chekuita apana
Zvinorwadza ndosaka tichitaura
Makatipa ronda risingaperi
Nanhasi togara tichichema
Dai so tiri pamwe tese semhuri
Kugara tega hazviite
Tozviziva hongu mave kumberi
Asi zvinorema
Chondokumbirisa chete ndirangarirei
Coz pamuri handisvike
Ndinovashuwa mai nababa
Nyangwe shamwari yangu Nebert Makamba
Nevamwe vandisina kutaura vakawanda
Dai nhasi tiri tese asi zvakaramba
Anotonga akatonga, asi zvakangooma moyo wangu une chironda
Nguva yacho yakaoma dai zvaigona zvichikwanisika madzoka
Makatipa ronda risingaperi
Nanhasi togara tichichema
Dai so tiri pamwe chete semhuri
Kugara tega hazviite
Ndozviziva hongu mave kumberi asi zvinorema
Chandokumbirisa chete ndirangarirei coz pamuri handisvike
Kune vakaenda vakawanda vataida
Vasina kupiwa mukana sezvataida
Pamwe ndimai pamwe mudiwa pamwe sekuru pamwe ndimbuya vakashaika
Kana ishe vatonga apana anoshandura
Kunyangwe zvichirwadza nyangwe zvichigumbura
Tine misodzi pamatama
Chekuita hapana
Zvinorwadza ndosaka tichitaura
Makatipa ronda risingaperi
Nanhasi togara tichichema
Dai so tiritese pamwe tese semhuri
Kugara tega hazviiti
Ndozviziva hongu mave kumberi Asi zvinorema
Chondokumbirisa zvino ndirangarirei cz kwamuri handisvike
Ndinovashuwa mai nababa
Nyangwe shamwari yangu Nebert Makamba
Nevamwe vandisina kutaura vakawanda
Dai nhasi tiri tese asi zvakaramba
Anotonga akatonga asi zvakangooma
Moyo wangu une chironda
Nguva yacho yakaoma dai zvaigona zvichikwanisika madzoka
Makatipa ronda risingaperi nanhasi togara tichichema
Dai so tiri pamwe tese remhuri
Kugara tega hazviite
Tozviziva hongu mave kumberi asi zvinorema
Chandokumbirisa zvino ndirangarirei cz kwamuri handisvike
Pasi harimboguta
Hama neshamwari vese rakabvuta
Misodzi tikachema zvinhu zvichirema
Asi rakatisiya tese tichihuta

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель