Kishore Kumar Hits

Freeman HKD - Shaina текст песни

Исполнитель: Freeman HKD

альбом: Through The Years 2014


Gud maBaby
Miss Zimgold mu Mashcentral
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Hona chimiro chake tsvarakadenga
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Tarisa kuzunguza chiuno paanofamba
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Ibhebhi rakasvika hona zvaari kuzviita
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Isimbi dzepamusoro dzinovaima segoridhe
Tsvarakadenga munhu wese hapana asingamude
Chipatapata kumaface kuti vamubvute
Ane runako rusingagume
Pazimbabwe vawachisa ndirini zvangu ndovarumbidza, chida nezvavo bata Sizza
Anokuratidza tsvarakadenga kwadzinobikwa, vana vakasikwa
Usandibate!
Miss Zimgold mu Mashcentral
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Hona chimiro chake tsvarakadenga
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Tarisa kuzunguza chiuno paanofamba
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Ibhebhi rakasvika hona zvari kuzviita
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Maoko mudenga muchiti oohoh oh
Mabhebhi akanaka o oh oh
Tsvarakadenga idzo oh oh oh
Uchizviketa kuti une swaga huya utambe na Doctor
Big up our sponsor Mhukadzawanda, Obert naCharity pamwechete naBianna
Vasimbisa Mashcentral
Saka Sizza vatipe kuti hakuna province ichatimisa
Makwikwi
Miss Zimgold Mashcentral
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Hona chimiro chake tsvarakadenga
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Tarisa kuzunguza chiuno paanofamba
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Ibhebhi rakasvika hona zvaari kuzviita
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Isimbi dzepamusoro dzinovaima segoridhe
Tsvarakadenga munhu wese hapana asingamude
Chipatapata kumaface kuti vamubvute
Ane runako rusingagume
PaZimbabwe vawachisa ndirini zvangu ndovarumbidza, chida nezvavo bata Sizza
Anokuratidza tsvarakadenga kwadzinobikwa, vana vakasikwa
Usandibate!
Miss Zimgold mu Mashcentral
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Hona chimiro chake tsvarakadenga
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Tarisa kuzunguza chiuno paanofamba
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Ibhebhi rakasvika hona zvari kuzviita
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Maoko mudenga muchiti oohoh oh
Mabhebhi akanaka o oh oh
Tsvarakadenga idzo oh oh oh
Uchizviketa kuti une swaga huya utambe na Doctor oohoh oh
Mabhebhi akanaka o oh oh
Tsvarakadenga idzo oh oh oh
Uchizviketa kuti une swaga huya utambe na Doctor
Big up our sponsor Mhukadzawanda, Obert naCharity pamwechete naBianna
Vasimbisa Mashcentral
Saka Sizza vatipe kuti hakuna province ichatimisa
Makwikwi
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe
Hona chimiro chake tsvarakadenga
Tarisa kuzunguza chiuno paanofamba
Shaina mwana iwe
Shaina mwana iwe

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель