Kishore Kumar Hits

Freeman HKD - Chizevezeve текст песни

Исполнитель: Freeman HKD

альбом: Through The Years 2014


This is an emergency, the tempo has reached critical levels
HKD, Ice, and Roses
Baby (baby) ndiwe wandanyorera song (ah)
Ha, ndadhanganyika musoro
Ndikamushaya, ndinoshaiwa zororo
Nyika yedu tiri vaviri mafuro manyoro
Ndakamupinza cherudo chikoro
Saka anondibata ruoko rwangu
Otaura chizevezeve munzeve dzangu
Akati anoda kugara pa-side pangu
Zvachose inini mu-life mangu
Anondibata ruoko rwangu
Otaura chizevezeve munzeve dzangu
Akati anoda kugara pa-side pangu
Zvachose inini mu-life mangu
Anonditi, "Sly, ndiwe one chete wandakada saka usabatikana"
Ndakamubvunza, "Why", akati, "Love yakazara muhana, tisafe takanetsana"
Nguva yedu ngaisafe yakapesana, ndichinge ndatadza, nemaruva ndinopfugama
Ndakamirira time kuti uite muroora uuye kumba kuzoona daddy namhamha
Ha, ndadhanganyika musoro
Ndikamushaya, ndinoshaiwa zororo
Nyika yedu tiri vaviri mafuro manyoro
Ndakamupinza cherudo chikoro
Saka, ane love inondiita bhoo
Kamudiro kacho kandinomuita so
Handina mufaro kana iye asipo, kunge pana Nox
Ndazonyora love song
Anondibata ruoko rwangu
Otaura chizevezeve munzeve dzangu
Akati anoda kugara pa-side pangu
Zvachose inini mu-life mangu
Anondibata ruoko rwangu
Otaura chizevezeve munzeve dzangu
Akati anoda kugara pa-side pangu
Zvachose inini mu-life mangu
Baby ndinodzikama ndikafunga pawakatanga kundipa rudo,ukandisiya ndobaikana
Moyo yedu takachinjana, usafunge zvekundipa wangu iyezvino, handisati ndafinhikana
Ndiwe chete musikana wandinoda kutaura naye pafon tichikurukura zverudo
Nekuda kwekuona kudzikama kubvira musi watasangana, kutsvaga mumwe futi, baby, no
Ha, ndadhanganyika musoro
Ndikamushaya, ndinoshaiwa zororo
Nyika yedu tiri vaviri mafuro manyoro
Ndakamupinza cherudo chikoro
Saka, ane love inondiita bhoo
Kamudiro kacho kandinomuita so
Handina mufaro kana iye asipo, kunge pana Nox
Ndazonyora love song
Anondibata ruoko rwangu
Otaura chizevezeve munzeve dzangu
Akati anoda kugara pa-side pangu
Zvachose inini mu-life mangu
Anondibata ruoko rwangu
Otaura chizevezeve munzeve dzangu
Akati anoda kugara pa-side pangu
Zvachose inini mu-life mangu
Anondibata ruoko rwangu
Otaura chizevezeve munzeve dzangu
Akati anoda kugara pa-side pangu
Zvachose inini mu-life mangu
Anondibata ruoko rwangu
Otaura chizevezeve munzeve dzangu
Akati anoda kugara pa-side pangu
Zvachose inini mu-life mangu
Ha, ndadhanganyika musoro
Ndikamushaya, ndinoshaiwa zororo
Nyika yedu tiri vaviri mafuro manyoro
Ndakamupinza cherudo chikoro
Saka, ane love inondiita bhoo
Kamudiro kacho kandinomuita so
Ice and Roses (Ice and Roses) baby (baby)
Ndiwe wandanyorera song iyi (nyorera song iyi)
(Music just turns me on)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель