Freeman HKD - VAKOMANA VeDRIP текст песни 
      Исполнитель: 
      Freeman HKD
      
      альбом: David & Goliath
      
  
        
      
  
  
      
      
      Vanozviti maGallis ndivava
Vakomana vapisa pataundi ndivava (ndivava)
Vasiri vemafanizi ndivava
Vasingatore 2 days ndivava (ndivava)
(Five star)
Ndivava
Ukangotamba nevakomana vedrip vasingakuroore ndivava
Ende ishasha pakutaura zvinhu zvinotapira kwete zvinovava
Ukangoona vanomhanyira sleepover vasingakuroore ndivava
Nyatsovatarisa vasingakuroore ndivava
Changamukai sisi mungwarire kuridzwa kunge mabeats
Muri kupisa mumastreets
Mukangodyira 2 minutes pakutopindwa mumasheets
Munodyiwa seUber Eats
Ukasazvingwarira unofunga kuti uri paheat
Terera mashoko kwete beat
Zvinhu zvacho mafanizi chete kunge kuactor maskits
Zvamaimanje ihondo pacity
Ende vanokunyunya nyunya saFinicious
Vese vari dangerous vari vicious
Unosara waparidza mhere kunge Mathias
Usafunge kuti uchahwina kunge Dherira
Ukangotamba nevakomana vedrip vasingakuroore ndivava
Ende ishasha pakutaura zvinhu zvinotapira kwete zvinovava
Ukangoona vanomhanyira sleepover vasingakuroore ndivava
Nyatsovatarisa vasingakuroore
They don't really love you
Better for you ukangobuka dhiri racho
It's not worth it mbiri yacho
Vanongokudira muviri wauinawo
Kupinda dhiri uchingoziva kuti hauna win
Mutemo wacho uri kutamba nemaKing Pin
Life ungori ne 1 haina twin
Nuf gal dem call me na tryin da ting
Vanozviti maGallis ndivava
Vakomana vapisa pataundi ndivava (ndivava)
Vasiri vemafanizi ndivava
Vasingatore 2 days ndivava (ndivava)
Hoyo!
Ndivava
Ukangotamba nevakomana vedrip vasingakuroore ndivava
Ende ishasha pakutaura zvinhu zvinotapira kwete zvinovava
Ukangoona vanomhanyira sleepover vasingakuroore ndivava
Nyatsovatarisa vasingakuroore ndivava
Changamukai sisi mungwarire kuridzwa kunge mabeats
Muri kupisa mumastreets
Mukangodyira 2 minutes pakutopindwa mumasheets
Munodyiwa seUber Eats
Ukasazvingwarira unofunga kuti uri paheat
Terera mashoko kwete beat
Zvinhu zvacho mafanizi chete kunge kuactor maskits
Zvamaimanje ihondo pacity
Ende vanokunyunya nyunya saFinicious
Vese vari dangerous vari vicious
Unosara waparidza mhere kunge Mathias
Usafunge kuti uchahwina kunge Dherira
Ukangotamba nevakomana vedrip vasingakuroore ndivava
Ende ishasha pakutaura zvinhu zvinotapira kwete zvinovava
Ukangoona vanomhanyira sleepover vasingakuroore ndivava
Nyatsovatarisa vasingakuroore ndivava
      
      Поcмотреть все песни артиста
  
    
    
  
    
      Другие альбомы исполнителя