Kishore Kumar Hits

Freeman HKD - DAVID & goliath текст песни

Исполнитель: Freeman HKD

альбом: David & Goliath


David & Goliath
David & Goliath
David & Goliath
David & Goliath
David & Goliath
David & Goliath
David & Goliath
Pakaipa panotyisa uchapapinda nyangwe
Vachikudisturba Ishe vachaku defenda
Pinda Chapel saOlinda mira ndikuchune son
Mukana hauna basa kuti ndiani
Kana vamwe vachizviita
Wake up ina di morning uti
Mwari ndipeiwo zvandinoda
Vaka hupenyu kunge bhiridha
Asi Hazvitike overnight, listen to di song
Saka Kana Davida akagona kukundiswa Goriath
Usakande maPfumo pasi ziva uri warrior (warrior)
Machinda pamuno feeler kunge makafoira
Musakande mapfumo pasi mese muri warrior (warrior)
Ahh Ahh Ahh
Ahh Ahh Ahh
Ahh Ahh Ahh
Ahh Ahh Ahh
Watch ndeyako asi hausi muridzi wetime
Zvinotora nguva kuti zvigove devine
Ziva kuti haisi alarm inokumutsa na9
If you don't gerrit, forgerrit
Saka Kana Davida akagona kukundiswa Goriath
Usakande maPfumo pasi ziva uri warrior (warrior)
Machinda pamuno feeler kunge makafoira
Musakande mapfumo pasi mese muri warrior (warrior)
Zvakanaka ndisangozvionere pama picture
Ngava zoome ndirini ndripa picture
Zvakunzi Jay z na Sly va feature
Zviri zvema chokwadi kwete fiction
Zviri impossible zove possible
Incapable zove capable
Zvavanoti you can't dweet zvove doable
Ishe vanongokurwira nyangwe usipo
Saka Kana Davida akagona kukundiswa Goriath
Usakande maPfumo pasi ziva uri warrior (warrior)
Machinda pamuno feeler kunge makafoira
Musakande mapfumo pasi mese muri warrior (warrior)
Pakaipa panotyisa uchapapinda
Nyangwe vachikudisturba Ishe vachaku defenda
Pinda Chapel saOlinda mira ndikuchune son
Mukana hauna basa kuti ndiani
Kana vamwe vachizviita
Wake up ina di morning uti
Mwari ndipeiwo zvandinoda
Vaka hupenyu kunge bhiridha
Asi Hazvitike overnight, listen to di song
Saka Kana Davida akagona kukundiswa Goriath
Usakande maPfumo pasi ziva uri warrior (warrior)
Machinda pamuno feeler kunge makafoira
Musakande mapfumo pasi mese muri warrior (warrior)
Ahh Ahh Ahh
Ahh Ahh Ahh
Ahh Ahh Ahh
Ahh Ahh Ahh

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель