Kishore Kumar Hits

Ti Gonzi - Madhuna Mutuna текст песни

Исполнитель: Ti Gonzi

альбом: Best Mero, Vol ,2


Zvotoita kuno, zvotoita kuno, zvotoita kuno
(Zvobaya kunge pfumo)
Zvotoita kuno (ah) zvotoita kuno (ah) zvotoita kuno
(Aya ndiwo magumo)
Zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno
(Pasina mvumo)
Mai zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno imi
(Sendooyava tsumo)
Zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno isu
(Unokanda mapfumo)
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo
We party all night, sleep all day
Izvo zvirwere zvatadzwa nema Doctor, Sly kana Dre
Mabhebhi achitengesa, kwahi tiri OK
Chero kusina bhora, zuva haripere usina kuona mugheyi
I can't believe this, chingwa chiripo, but apa hachisisina piece
Vamwe vatova ma earthist, kuzviita varidzi ve Earth
Zvondi shocker Chris
Maskero tinawo but tava kuyenderera
Hatisisina kana chinhu chinoyera
Chitaurirwa hunyimwa, huyai muzvionere
Varoyi ijahwi, mapere haapere
Makatisika wani nemufananidzo, Mwari
Asi vavakunamata mufananidzo, Mwari
Aya ndoo madhunamutuna, makuna-kuna
But hakuna hakuna mambo
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo
Hanzi ihondo, matroops achiitwa let loose
Hazvisisirini izvotozviona paNews
Whole world kupfeka mask, nekuda kwecorona
But look, we thought
Hakuna zvirwere zvimwe zvichazongonyuka kunze kwaMunyukwi
Takungoudzwa nezve marights, marights marudyi
Mporofita uko, nánga uko, vachiudzana kuti handikutyi
Mupfumi achiita mari, ashandirwa nevarombo
Hatichakandirana mari, takukandirana matombo
Nehanda Nyakasikana, Zambezi to Limpopo
Varikugovana vega, munda wamakasiya riri gombo
Ndikakuudzai zvavakandiita, munochema
Ndirikumisidzana nevanhu vanorema
Ndikakuudzai zvese ndozoita hwaMaskiri
Wekuzonzi ifodya dzipi dzauri kubhema
Zvaakuda imi Mwari, pamuri ndiri dependend
Satan ndichamu rhevha pandichaita Reverend
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo
Zvotoita kuno
Ingori herere herere herere herere
Zvotoita kuno
Angori mangwenjere, ngwenjere, ngwenjere, ngwenjere
Zvotoita kuno
Ingori herere herere herere herere
Zvotoita kuno ah,ah,ah,ah
Angori mangwenjere, ngwenjere, ngwenjere, ngwenjere
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Vadzimu vatsamwa, vadzimu vatsamwa, vadzimu vatsamwa
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Vadzimu vatsamwa, vadzimu vatsamwa, vadzimu vatsamwa
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Vadzimu vatsamwa, vadzimu vatsamwa
(Herere herere pakuitika madhunamutuna)
Oh yeah

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель

Blot

Исполнитель